bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Job 22
Job 22
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 23 →
1
Erifasi muTemani akapindura achiti,
2
“Pane munhu angave chipundutso kuna Mwari here? Kunyange mungwaru chaiye anomuwanisa chimuko here?
3
Iye Samasimba anowana chimuko here paururami hwenyu, kana kuwana chaanowana paupenyu hwako kana husina chinoshoreka?
4
Ari kurangira kumutya kwako here kana kukwirirana dare newe izvozvo here?
5
Handiti huipi hwako here hwakaipisisa uhu naizvo zvitadzo zvako zvisingaperi izvi.
6
“Pasina chikonzero wakaita kuti hama dzako dziripe chitsidzo chadzo. Uchivasiya vava musvo, vasina kupfeka.
7
Wainyima iwe vane nyota mvura yokunwa uchinyima vane nzara chokudya.
8
Waipa vane simba roukuru nyika ichiva misha yechizivano newe.
9
Waiendesa chirikadzi dzisina chinhu usingatsigire nherera.
10
Ndokusaka wakombwa nemisungo uchibva wati mwoyo papata nezvinokuvhundutsa.
11
Uye kuti chiedza chako chapinduka kuita rima zvokuti haukwanisi kuona, wachinzi ndondo nemafashamo emvura.
12
Handiti Mwari ari kumusoro kudenga here? Chimbotarira uone nyenyedzi dziri mudenga-denga, kukwirira kwadzakaita mudenga.
13
Asi imi ndopaunoti Mwari anozivei, uchiti angagone here kuona murima rakati ndoo kuti akwanise kutonga?”
14
Unoti akaputirwa namakore zvokuti haangakwanisi kuona paanofamba muzienda nakuenda redenga
15
uchiri kungotevedza here maitiro evechinyakare akafambwa navaipi,
16
vakabvutwa nguva yavo isati yasvika? Ugaro hwavo hwakukurwa nemvura.
17
Vanoti kuna Mwari “Tibvirepo, iye Samasimba angatiitei?”
18
Asi ari iye akazadza dzimba dzavo nezvinhu zvakanaka ini mazano avaipi anondipesa.
19
Varurami vanozviona vagofara vakanaka vanopfida kuvaseka,
20
vachitoti mhandu dzedu dzakaparadzwa zvakasara zvaroromeswa nomoto.
21
Naizvozvo wadzana naMwari uve norugare zvikunakire.
22
Gamuchira chidzidziso chinobva mumuromo make uchengetedze mashoko ake mumwoyo wako.
23
Ukadzokera kuna Samasimba wakazvidukupisa, uye ukabvisa uipi kure namatendhe enyu,
24
kana ukarasa ndarama pavhu, ukarasira ndarama yokuOfiri mukati mehurungudo dzomurwizi,
25
Samasimba achiva iye ndiye ndarama yako nesirivha yako inokosha;
26
ipapo uchazofara una Samasimba uchizosimudza musoro wako kuna Mwari.
27
Uchanamata kwaari, iye achakunzwa unozokwanisa kuzadzikisa mhiko dzako.
28
Ucharonga kuita chinhu chichiitika. Nzira ichavhenekerwa nechiedza,
29
Nokuti Mwari anodukupisa vanozvikudza achinunura vapasipasi.
30
Anonunura vakarurama iwewo uchanunurwa kana maoko ako achena.
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 23 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42