bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Job 12
Job 12
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 11
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 13 →
1
Mhinduro yaJobhu kuna Zofa. Jobhu akapindurawo achiti,
2
“Ichokwadi kuti imika ndimi vanhu uye kuti pamunongofa, ungwaru ndipowo pahunobva hwatoparara.
3
Asi ndine njerewo sezvamakangoitawo imi. Ini handisi pasi kwamuri. Asingazivi zvinhu zvakadai ndiani?
4
Ndiri chiseko zvacho chenyika kushamwari dzangu ini ndaidanidzira kuna Mwari, iye akatondipindura. Iyeni mururami, munhu ari pachokwadi ndini ndava chiseko zvacho chenyika.
5
Kuna vagere zvavo zvakanaka, vanotambura vaya, varombo zvawo vanoshoreka. Anodzadzarika vanototi ngaasandidzirwe.
6
Asi matendhe amakororo akagarika, vanoshatirisa Mwari hapana chinovawana vanotoita Mwari wokusevenzesa zvavo.
7
“Pamwe ungade zvako kubvunza mhuka dzinotokudzidzisa kana kuti shiri dzedenga dzingatokutaurira,
8
kana kuti utaure nezvinomera panyika zvichakufundisa, kana kuti hove dzegungwa dzichakutsanangurira.
9
Chii pakati pazvo chisingazivi kuti ndiye Tenzi akazvisika?
10
Upenyu hwechinhu chose chinofema huri mumaoko ake uye upenyu hwavanhu vose.
11
Handiti nzeve inogona kusianisa mazwi here sezvinongoitawo mukanwa munogona kusianisa chokudya nechokudya?
12
Ungwaru huri muna vakura kunzwisisa kunouya nokuendadzana kwenguva.
13
“Asi Mwari ndiye ano ungwaru nesimba ana mazano nokunzwisisa.
14
Akapaza, hapana angavake akazaririra munhu, hapana angazarure.
15
Akamisa mvura, kunooma, akaituma inoita murove.
16
Iye ane simba noungwaru, vanonyengedzwa navanyengedzi vacho vose ndevake.
17
Anotorera makurukota ungwaru hwavo, vatongi achivapazanisa musoro.
18
Anosunungura zvakasungwa namadzimambo achivasunga netambo muchiuno.
19
Anotorera vapristi ungwaru, vakuru vakuru achivabvisa pazvigaro.
20
Anotorera mazano vanovimbwa navo, vakuru vakuru achivatorera kunyatsoona zvinhu nemazvo.
21
Anonyadzisa machinda, vana masimba anovatorera ukuru hwavo.
22
Anoburitsa pachena zvakavandika zviri murima achiita kuti rima riti ngwee nechiedza.
23
Anosimudzira marudzi avanhu pamusoro achiaparadzazve, anokudzakudza marudzi oamwararisa.
24
Anopazamisa musoro madzimambo avanhu venyika, achivadzungaidza murenje risina nzira.
25
Vanoputaira murima vasina mwenje, achivaita kuti vadzadzarike somunhu araradza.”
← Chapter 11
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 13 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42