bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Job 2
Job 2
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 3 →
1
Nhanho yechipiri. Pakaitazve rimwe zuva rokuti vana vaMwari vakauya kuzozviratidza pana Tenzi. Satani akauyawo ari mukati mavo kuzozviratidza kunaTenzi.
2
Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepiko?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichidzengerera nenyika ndichifamba-famba zvangu mairi.”
3
Tenzi akati kuna Satani, “Wakazombofungisisa here nezvomuranda wangu Jobhu kuti hakuna akafanana naye panyika. Munhu akarurama, ari pachokwadi anotya Mwari uye anonzvenga uipi?” Munhu anoramba akasimba paururami kunyange wakandiitisa kuti ndimuparadze pasina chikonzero.
4
Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo.
5
Ingotambanudzai zvenyu ruoko rwenyu mubate bvupa rake kana nyama yake, anokutukai imi, muripo kudai.”
6
Tenzi akati kuna Satani, “Hoyoka ari mumaoko mako asi upenyu hwake huchengetedze.”
7
Naizvozvo Satani akabva abva pana Tenzi akandorarisa Jobhu namaronda akaipa kubvira mutsoka kusvika mumusoro make.
8
Jobhu akatora chaenga chaaizvikwenya nacho achigara zvake kumadota.
9
Mudzimai wake akamuti, “Mucharamba makangoomererana noururami hwenyu here? Dai matoshonha zvenyu Mwari mufe.”
10
Asi Jobhu akati kwaari, “Inga unotaura serimwe benzi ravakadzi. Saka tinofanira kungogamuchira zvakanaka chete kuna Mwari asi zvakaipa torega nhai?” Muna zvose izvozvi Jobhu hapana chaakataura nomuromo wake chaakatadzira nacho Mwari. Shamwari dzaJobhu.
11
Zvino kuzoti shamwari nhatu dzaJobhu padzakanzwa nhamo dzose dzakanga dzawira Jobhu, dzakauya kwaari, imwe neimwe ichibva kunzvimbo yayo. Kwaiti Erifazi muTemani naBhiridhadhi muShuhi naZofa muNaamati. Vakanga vatenderana kuuya pamwechete kuzobata maoko Jobhu vachimunyaradza.
12
Pavakaona Jobhu nokure havana kukwanisa kumuziva. Vakahwihwidza kuchema vachisvimha misodzi. Vakabva vabvarura magemenzi avo vakazvidira ivhu mumusoro vachiritiburirira kudenga.
13
Vakagara pasi naye siku nesikati kwamazuva manomwe pasina aimbotaura naye izwi rimwechete zvaro nokuti vakaona kuti kurwadziwa kwake kwakanga kwakanyanya kwazvo.
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 3 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42