bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Job 34
Job 34
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 35 →
1
Erihu akati,
2
“Chinzwai zvandinotaura imi vangwaru munditeerere, iyemi munoziva
3
nokuti nzeve inoedza mazwi sokuravira kunoita mukanwa chokudya.
4
Ngatitarisei kuti chatinoti chakarurama chinhu chakaita sei tirairidzane kuti chakanaka chii.
5
“Nokuti Jobhu anoti ini handina mhaka asi Mwari ari kuramba kundiitira zvino ruenzaniso.
6
Kutongwa kwangu ndekwenhema, ronda rangu haripori kunyange pasina chandakatadza.
7
Pano mumwe munhu here akaita saJobhu anodhadhaira zvake seari kunwa mvura
8
asi iye achifambidzana navaiti vezvakaipa, anofamba navaipi.
9
Nokuti vanoti hapana chavanowana nokufadza Mwari.
10
“Saka chindinzwai imi vanonzwisisa zviri kure kwazvo naMwari kuti aite zvakaipa kana kushaika kworuenzaniso pana Mwari
11
nokuti anopa munhu mubayiro wezvaakaita achiita kuti munhu awane zvinokodzerana namaitiro ake.
12
Ndezvechokwadi kuti Mwari haamboita zvakaipa, Samasimbaose haambominamisa ruenzaniso.
13
Ndiani akaisa nyika mumaoko make? Ndiani akawarira pasi pose?
14
Dai kuri kuti ambozviti mumwoyo make, regai abvise mweya wangu nefemo rangu zvidzokere kwandiri,
15
chinhu chose chipenyu chingaparare, munhu anobva adzokerazve kuvhu.
16
Kana muri munhu anonzwisisa inzwai izvi, teererai zvandava kutaura.
17
Asingadi ruenzaniso angatonge here? Mungade kupa mhosva iye Mururami Samasimbaose here?
18
Anoti kuna madzimbo vanhu pasina, kuna machinda, ovati vanhu vakaipa.
19
Asina zvechizivano namachinda kana kuremekedza vapfumi kupinda varombo nokuti ndiye akavasika vose namaoko ake.
20
Vanofa nenguva isipi pakati pousiku, vanhu vanozunzwa vachipfuura, vane simba vanobviswa kwete namaoko avanhu.
21
“Nokuti ziso rake rinoongorora zvinoita munhu; anoona mafambiro ake ose.
22
Hakuna zarima kana rima rakati kwirindindi munogona kuhwandwa navaiti vezvakaipa.
23
Haana kurongerana nomunhu nguva yokuti apinde dare raMwari nayo.
24
Anoparadza vana masimba, pasina zvokumbobvunza achiisa vamwe panzvimbo pavo.
25
Saizvozvo anoziva mabasa avo anovapidigura nousiku humwechete vachibva vaparara.
26
Anovapa shamhu pamusana pouipi hwavo vanhu vachizviona.
27
Nokuti vakamupa gotsi, vasina kana hanya nenzira dzake.
28
Vakakonzera kuti kuchema kwavarombo kusvike kwaari. Akanzwa chichemo chavatamburi.
29
“Akanyarara zvake, ndiani angamupe mhosva? Akavanza huso ndiani angamuone? Rungave rudzi kana munhu mumwechete.
30
Kuti munhu asiri munamati atonge kuti arege kuteya vanhu.
31
Angati here kuna Mwari ndakatadza asi handichatadzazve
32
zvandisingaoni ndidzidzisei kana ndakaita zvakaipa handichazviitazve?
33
Zvino mubayiro waanopa pakadai anofanira kuupa samafungiro ako here iwe usingawirirane nawo? Ndiwe unofanira kusarudza, kwete ini kuti chii chamunoziva, tiudzei.
34
Vanhu vanonzwisisa vangatoti kwandiri nevangwaruwo vanondinzwa vangati,
35
‘Jobhu uyu haazivi zvaanotaura zvaanotaura hazvina kunzwisisa mukati.
36
Dai zvavo Jobhu aongororwa kusvika pokupedzisira nokuti anopindura somunhu akaipa.
37
Anotowedzera kupanduka pamusoro pechitadzo chake achitopamhidzira uipi pakati pake achitowanziridza mashoko ake okurwisana naMwari.’ ”
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 35 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42