Matthew 13
Shona 2009?
3Ipapo akataura zvinhu zvizhinji kwavari nemifananidzo, akati: Tarirai, mukushi wakabuda kundokusha.
4Zvino pakukusha kwake, dzimwe \add mbeu\add* dzakawira kunzira; shiri dzikasvika dzikadzidya dzose.