bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Samuel 11
1 Samuel 11
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 12 →
1
Ɀino Nahashi muAmoni wakakwira akaʋaka misasa yake paJabeshi‐gireadi kuzorwa naro; ɀino ʋarume ʋose ʋeJabeshi ʋakati kunaNahashi: Itai suŋgano nesu, tikushumirei.
2
Nahashi muAmoni akati kwaʋari: Ndicatenda kuita suŋgano nemi kana meso enyu ose orudyi acitumburwa, kuti ndinyadze ʋaIsraeri ʋose naɀo.
3
Ʋakuru ʋeJabeshi ʋakati kwaari: Titenderei mazuʋa manomŋe, titume nhume kunyika yose yaIsraeri; ɀino kana pasina‐uŋgatiponesa, ticaɓuɗa kwauri.
4
Ɀino nhume dzikaȿika paGibea, kwaSauro, dzikataura mashoko iwayo kuʋanhu; ʋanhu ʋose ʋakacema kwaɀo.
5
Ɀino Sauro wakabva kumunda acitinha ŋombe dzake; Sauro akati: Ʋanhu ʋanonzweiko ɀaʋanocema kuɗai? Akaʋudzwa mashoko aʋarume ʋeJabeshi.
6
Ipapo Mŋeya waMŋari wakaʋuya pamsoro paSauro nesimba, acinzwa mashoko iwayo, kutsamŋa kwake kukamutswa kwaɀo.
7
Akatora nzombe mbiri, akadziguranya, ndokutuma nhindi idzo kunyika yose yaIsraeri namaʋoko enhume, akati: Aninani unoramba kuɓuɗa nokuteʋera Sauro naSamueri, ucaitirwa nzombe dzake saiɀoɀo. Ɀino kutya, kwakabva kunaJehova, kwakaɓata ʋanhu, ʋakaɓuɗa ʋose‐ʋose.
8
Iye akaʋaʋereŋga paBezeki; ʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matatu, naʋarume ʋaJuda ɀuru ɀinamakumi matatu.
9
Ʋakati kunhume dzakaʋuya: Ʋudzai ʋarume ʋeJabeshi‐gireadi, muti: Maŋgwana kana zuʋa ropisa, mucarwirwa. Nhume dzikaenda, dzikaʋudza ʋarume ʋeJabeshi, iʋo ʋakafara.
10
Naiɀoɀo ʋarume ʋeJabeshi ʋakati: Maŋgwana ticaɓuɗa kwamuri, mutiitire henyu seɀamunoɗa.
11
Fume maŋgwana Sauro akagadzira ʋanhu, akaʋaita mapoka matatu, ʋakapinda pakati pemisasa neŋguʋa yamaŋgwanani, ʋakaʋuraya ʋaAmoni kuȿikira zuʋa ropisa; ɀino ʋakasara ʋakaparadzirwa, hakuna‐kusara ʋaʋiri pamŋe cete.
12
Ɀino ʋanhu ʋakati kunaSamueri: Ndianiko wakati: Sauro uŋgatiɓata ʋushe here? Hendei, tiʋaʋuraye.
13
Sauro akati: Ŋgakurege kuʋurawa munhu mumŋe nhasi, nokuti Jehova wakarwira Israeri.
14
Ɀino Samueri akati kuʋanhu: Hendei Girgari, tindoʋandudza ʋushe ipapo.
15
Ʋanhu ʋose ʋakaenda Girgari, ʋakagadza Sauro aʋe mambo waʋo pamberi paJehova paGirgari, ʋakaɓayira’po ɀiɓayiro ɀeɀipiriso ɀokuyananisa pamberi paJehova; Sauro naʋarume ʋose ʋaIsraeri ʋakafara kwaɀo ipapo.
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 12 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31