bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Samuel 24
1 Samuel 24
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 25 →
1
Ɀino Sauro wakati adzoka pakuteʋera ʋaFiristia, akaʋudzwa ɀicinzi: Tarirai, Davidi uri murenje reEni‐gedi.
2
Ipapo Sauro akatora ʋarume ʋaneɀuru ɀitatu ʋakaŋga ʋatsaurwa kuʋaIsraeri ʋose, akandotȿaka Davidi naʋanhu ʋake pamatombo eŋgururu.
3
Akaȿika pamataŋga amakwai panzira pakaŋga paneɓako, Sauro akapinda’mo kuti afukidze tsoka dzake. Ɀino Davidi naʋanhu ʋake ʋakaŋga ʋagere mukati‐kati meɓako.
4
Ʋanhu ʋaDavidi ʋakati kwaari: Iri ndiro zuʋa ramakaʋudzwa naJehova, aciti: Tarira, ndicaisa muʋeŋgi wako muruʋoko rwako, umuitire seɀaunoɗa. Ipapo Davidi akasimuka, akagura mupendero weŋguʋo yaSauro iye asiŋgaziʋi.
5
Asi pashure hana yaDavidi yakamutambudza, nemhaka yokuti wakaŋga agura ŋguʋo yaSauro.
6
Akati kuʋanhu ʋake: Jehova ŋgaandidziʋise, ndirege kuitira ishe waŋgu, muzodzwa waJehova, cinhu cakaɗai, nditambanudzire ruʋoko rwaŋgu kwaari, nokuti ndiye muzodzwa waJehova.
7
Naiɀoɀo Davidi akadziʋisa ʋanhu ʋake namashoko iwayo, akasaʋatendera kumukira Sauro. Sauro akasimuka, akaɓuɗa muɓako, akaenda hake.
8
NaDavidi wakasimuka ʋo, akaɓuɗa muɓako, akaɗanidzira kunaSauro, akati: Ishe waŋgu, mambo! Ɀino Sauro wakati aciceuka, Davidi akakotamira pasi neciso, akafugama.
9
Davidi akati kunaSauro: Munoterereiko mashoko aʋanhu, ʋanoti: Tarira, Davidi unotȿaka kukukuʋadzai?
10
Tarirai, zuʋa rino meso enyu akaʋona kuti Jehova wakakuisai nhasi mumaʋoko aŋgu muɓako; ʋamŋe ʋakati ndikuʋurayei, asi ndakakuregai, ndikati: Handiŋgatambanudzi ruʋoko rwaŋgu kunashe waŋgu, nokuti ndiye muzodzwa waJehova.
11
Ɀino ɓaɓa ʋaŋgu, tarirai, hoyo mupendero weŋguʋo yenyu muruʋoko rwaŋgu; nokuti ɀandakagura mupendero weŋguʋo yenyu, ndikasakuʋurayai, muziʋe, muʋone, kuti hakunecakaipa kana kuɗarika kwandiri; handina‐kukutadzirai, kunyaŋge makandivima kuti munditorere ʋupenyu bgaŋgu.
12
Jehova ŋgaatoŋge pakati paŋgu nemi, Jehova ŋgaanditsiʋe kwamuri; asi ruʋoko rwaŋgu haruŋgarwi nemi.
13
Seɀinoreʋa shumo yaʋekare: Kunowakaipa kunoɓuɗa ɀakaipa; asi ruʋoko rwaŋgu haruŋgarwi nemi.
14
Ko mambo waIsraeri wakaɓuɗa acitȿaka aniko? Munodziŋgana naniko? Imbga yakafa, rutata harwo.
15
Naiɀoɀo Jehova ŋgaaʋe mutoŋgi, ŋgaatoŋge pakati paŋgu nemi, aʋone, andireʋerere pamhoȿa yaŋgu, andirwire paruʋoko rwenyu.
16
Davidi wakati apedza kutaura mashoko iwayo kunaSauro, Sauro akati: Inzwi rako here, mŋana waŋgu Davidi? Sauro akacema kwaɀo.
17
Akati kunaDavidi: Iwe unondikunda pakururama, nokuti iwe wakandiitira ɀakanaka, asi ini ndakakuitira ɀakaipa.
18
Warondedzera nhasi pawakandiitira ɀakanaka, nokuti hauna‐kundiʋuraya, kunyaŋge Jehova akandiisa muruʋoko rwako.
19
Nokuti kana munhu aciŋge awana muʋeŋgi wake, uŋgamurega akaenda hake here? Naiɀoɀo Jehova ŋgaakuripire ɀakanaka nokuɗa kweɀawakandiitira nhasi.
20
Ɀino tarira, ndinoziʋa kuti iwe ucazoʋa mambo ɀirokwaɀo, ʋuye kuti ʋushe bgaIsraeri bgucasimbiswa muruʋoko rwako.
21
Naiɀoɀo pika ɀino kwandiri naJehova kuti hauŋgaparadzi ʋana ʋaŋgu ʋanonditeʋera, ʋuye kuti hauŋgaparadzi zita raŋgu mumba maɓaɓa ʋaŋgu.
22
Ipapo Davidi akapika kunaSauro. Sauro akaenda kumusha kwake, asi Davidi naʋanhu ʋake ʋakaenda kunhare yaʋo.
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 25 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31