bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Samuel 27
1 Samuel 27
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 26
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 28 →
1
Ɀino Davidi akati mumŋoyo make: Mumŋe musi ndicaparadzwa haŋgu noruʋoko rwaSauro; ɀirinani kwaɀo kwandiri kuti nditizire kunyika yaʋaFiristia; Sauro ucazoʋora mŋoyo pamsoro paŋgu, akarega kunditȿaka panyika yose yaIsraeri; saiɀoɀo ndicapukunyuka paruʋoko rwake
2
Davidi akasimuka, akayambuka, iye naʋarume ʋanamazana matanhatu ʋaakaŋga anaʋo, akaenda kunaAkishi, mŋanakomana waMaoki, mambo weGati.
3
Davidi akagara naAkishi paGati, iye naʋanhu ʋake, munhu mumŋe nomumŋe anemhuri yake, iye Davidi anaʋakadzi ʋake ʋaʋiri, Ahinoami muJezreeri, naAbigairi muKarmeri, waiʋa mukadzi waNabari.
4
Sauro akaʋudzwa kuti Davidi watizira Gati, akasazomutȿaka ɀe.
5
Ɀino Davidi akati kunaAkishi: Ɀino kana ndakanzwirwa tsitsi nemi, ŋgandipiwe haŋgu pokugara panerimŋe guta renyika ino, ndigare’po, nokuti muranda ucagarireiko pamuzinda pamŋe cete nemi?
6
Naiɀoɀo Akishi akamupa Zikragi nomusi iwoyo; naiɀoɀo Zikragi nderamadzimambo aJuda kuȿikira nhasi.
7
Ɀino mazuʋa akagara Davidi panyika yaʋaFiristia akaȿika gore rose nemŋedzi minna.
8
Davidi naʋanhu ʋake ʋakakwira ʋakandopambara ʋaGeshuri naʋaGirzi, naʋaAmareki; nokuti marudzi iwayo ndiwo akaŋga agere panyika iyo kare, kana munhu acienda Shuri kuȿikira panyika yeEgipita.
9
Davidi akakunda nyika iyo, haana‐kurega murume kana mukadzi ari mupenyu, akatapa makwai, neŋombe, nemboŋgoro, namakamera, neŋguʋo; akadzoka, akaȿika kunaAkishi.
10
Akishi akati: Mandopambara kupiko nhasi? Davidi akati: Kurutiʋi rwezasi rwaʋaJuda, nokurutiʋi rwezasi rwaʋaJerameeri, nokurutiʋi rwezasi rwaʋaKeni.
11
Davidi haana‐kurega murume kana mukadzi ari mupenyu, kuti aʋuye naʋo paGati, aciti: Ŋgaʋarege kutiʋudzisira, ʋaciti: Davidi wakaita ɀokuti neɀokuti, ndiyo tsika yake ŋguʋa yose acigere munyika yaʋaFiristia.
12
Akishi akatenda Davidi, aciti: Waɀiʋeŋgesa kwaɀo naʋanhu ʋake Israeri; naiɀoɀo ucaʋa muranda waŋgu nokusiŋgaperi.
← Chapter 26
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 28 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31