bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 13
Proverbs 13
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 14 →
1
Mŋanakomana wakacenjera unoterera kuraira kwaɓaɓa ʋake; Asi muɗaɗiri haanzwi kana acitukwa.
2
Munhu ucadya ɀakanaka ɀinobva paɀiɓereko ɀomuromo wake; Asi ʋanoita nokunyeŋgedzera ʋanofarira kumanikidza.
3
Unorindira muromo wake, unoceŋgeta ʋupenyu bgake; Asi unoshamisa miromo yake, ucaparadzwa.
4
Mŋeya wesimbe unopaŋga, asi unoshaiwa; Asi mŋeya yaʋasinoʋusimbe icakodzwa.
5
Wakarurama unoʋeŋga nhema; Asi wakaipa, unonyaŋgadza, ucanyadziswa.
6
Kururama kunoceŋgeta wakarurama pakufamba kwake; Asi kuipa kunowisira mutadzi pasi.
7
Mumŋe uri’ko unoɀiti ndiri mufumi, kunyaŋge asinecinhu; Mumŋe uri’ko unoɀiti ndiri murombo, asi unefuma zhinji.
8
Rudzikinuro rwoʋupenyu bgomunhu ifuma yake; Asi murombo haanzwi kutyisidzira.
9
Ciedza caʋakarurama cinopenya kwaɀo; Asi mŋenje waʋakaipa ucadzimŋa.
10
Kuɀikudza kunoŋgoʋuyisa kukakaʋara; Asi ʋucenjeri ʋuri kunaʋanotenda kurairirwa.
11
Fuma, yakawanikwa nokukurumidza, icatapudzwa; Asi unoʋuŋganidza noruʋoko, ɀicawedzerwa kwaari.
12
Tariro kana icinonoka, inoʋodza mŋoyo; Asi kana capaŋgwa coȿika, ndiwo muti woʋupenyu.
13
Unoɀidza Shoko, wasuŋgwa naro; Asi unotya murairo, ucapiwa muɓairo.
14
Kudzidzisa kwowakacenjera itsime roʋupenyu; Kuti munhu apukunyuke pamisuŋgo yorufu.
15
Njere dzakanaka dzinoʋuyisa kufarirwa naʋanhu; Asi nzira yaʋatadzi ihukutu.
16
Mumŋe nomumŋe, wakaŋgwara, unoita nokuziʋa, Asi ɓenzi rinokusha ʋupenzi bgaro.
17
Nhume yakaipa inowira munjodzi; Asi munyai unotendwa unoporesa.
18
Ʋurombo nokunyadziswa ndiwo muɓairo wounoramba kurairirwa; Asi unoterera kurairwa ucakudzwa.
19
Kana ɀinoɗikanwa ɀaitwa, ɀinozipa pamŋeya; Asi mapenzi anonyaŋgadzwa kana acisiyana neɀakashata.
20
Fambidzana naʋakacenjera, ugoʋa wakacenjera ʋo; Asi shamŋari yamapenzi inoshatiswa.
21
Ɀakaipa ɀicateʋera ʋatadzi; Asi ʋakarurama ʋacaripirwa neɀakanaka.
22
Munhu, wakanaka, ucasiyira ʋana ʋaʋana ʋake nhaka; Asi fuma yomutadzi inoceŋgeterwa wakarurama.
23
Munda womurombo uneɀokudya ɀizhinji; Asi mumŋe uri’ko unoparadzwa nokuɗa kwokusarurama.
24
Unorega shamhu unoʋeŋga mŋanakomana wake; Asi unomuɗa, unomuraŋga ɀakanaka.
25
Wakarurama unodya kuȿikira agutisa mŋeya wake; Asi ɗumbu rowakaipa ricashaiwa.
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 14 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31