bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 27
Proverbs 27
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 26
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 28 →
1
Usaɀirumbidza pamsoro pezuʋa ramaŋgwana; Nokuti hauziʋi cauŋgaʋigirwa nezuʋa rimŋe.
2
Mumŋe ŋgaakurumbidze, urege kuʋa muromo wako; Ŋgaaʋe mŋeni, irege kuʋa miromo yako.
3
Ibge rinorema, ʋuye jeca rinorema; Asi kutsamŋa kweɓenzi kunokurira ɀose nokurema.
4
Hasha dzinokuʋadza, ʋuye kutsamŋa kunokukura; Asi ndiani uŋgamira pamberi pegoɗo.
5
Kurairwa pacena kunopfuʋura Ruɗo rwakaʋanzwa.
6
Maʋaŋga anotemŋa neshamŋari aŋgatendwa, Asi kuȿeta kwomuʋeŋgi kwakawanda.
7
Mŋeya wakaguta unotsika pasi muȿi woʋuci; Asi mŋeya unenzara unoti ɀose ɀinozipa kunyaŋge ɀiciʋaʋa.
8
Seshiri inobururuka icienda kure neɗendere rayo, Ndiɀo ɀakaita munhu unofamba‐famba kure napaanogara.
9
Mafuta neɀinonhuwira ɀinofadza mŋoyo; Ndiɀo ɀinoita ʋo kunaka kwoʋushamŋari bgomunhu kunobva pakuyanana kwemŋeya.
10
Usasiya shamŋari yako neshamŋari yaɓaɓa ʋako; Usaenda kumba kwomunuŋuna wako nezuʋa renhamo yako; Wokwako, uri pedyo, unopfuʋura munuŋuna uri kure.
11
Mŋanakomana waŋgu, iʋa wakacenjera, ufadze mŋoyo waŋgu; Kuti ndigone kupindura unondishoʋora.
12
Munhu wakaŋgwara unoʋona ɀakaipa, ndokuʋanda; Asi ʋasinamano ʋanopfuʋura haʋo, ndokuwira munjodzi.
13
Munhu unoɀiita ruɓatso kumutorwa, umutorere ŋguʋo yake; Umuite ruɓatso iye wakaɀiita ruɓatso kumukadzi wokumŋe.
14
Unoropafadza shamŋari yake nenzwi guru, acifumira maŋgwanani, Ucanzi wakatukwa pamsoro paɀo.
15
Kuɗonha kusiŋgaperi pazuʋa remvura zhinji Nomukadzi unokakaʋara, ɀakafanana.
16
Unoɗa kumudziʋisa, unodziʋisa mhepo; Ruʋoko rwake rworudyi rwakaɓata mafuta.
17
Simbi inorodza simbi; Saiɀoɀo munhu unorodza ciso ceshamŋari yake.
18
Aninani unoceŋgeta muʋonde, ucadya ɀiɓereko ɀawo; Unoceŋgeta tenzi wake, ucakudzwa.
19
Ciso seɀacinotarisana neciso mumvura, Saiɀoɀo mŋoyo womunhu unotarisana nomunhu.
20
Sheori neAbadoni haɀitoŋgoguti; Nameso omunhu haaguti.
21
Hari yokunyausa ndeyesirveri, neʋira nderendarama; Saiɀoɀo munhu unozikanwa neɀaanofarira.
22
Kunyaŋge ukatswa ɓenzi muɗuri nomutsi pakati peɀiyo ɀinotswiwa, Ʋupenzi bgaro haʋuŋgabvi kwariri.
23
Shiŋgaira uziʋe kuti makwai ako akaɗini; Uceŋgete ɀakanaka mapoka ako.
24
Nokuti fuma haigari nokusiŋgaperi; Ko korona inogara kuȿikira kumarudzi ose here?
25
Ʋuswa ʋunoenda, ɓumhudza ndokuɓuɗa, Nemiriʋo yamakomo inoʋuŋganidzwa.
26
Makwaiana anokuʋigira ɀokufuka ɀako, Ʋuye mbudzi ndiwo muteŋgo weminda.
27
Mukaka wembudzi ucariŋgana ɀokudya ɀako, neɀokudya ɀeimba yako, Nokuraramisa ʋasikana ʋako.
← Chapter 26
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 28 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31