bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 20
Proverbs 20
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 21 →
1
Waini muɗaɗi, ɗoro mupopoti; Aninani unoɓatwa naɀo, haana‐kucenjera.
2
Kuvundusa kwamambo kwakaita sokuʋomba kweshumba; Unomutsamŋisa, unoɀitadzira ʋupenyu bgake.
3
Munhu unokudzwa kana acigara kure nokukakaʋara; Asi ɓenzi rimŋe nerimŋe rinokakaʋara.
4
Simbe hairimi kana kunecando; Saka kana acitȿaka ɀiɓereko pakuceka, haɀi’po.
5
Mano mumŋoyo womunhu aŋgaita se mvura yakadzika; Asi munhu wenjere ucaicera.
6
Ʋanhu ʋazhinji ʋanowana munhu unoʋaitira cinhu cakanaka, Asi ndiani uŋgawana munhu wakatendeka?
7
Munhu wakarurama, unofamba muɀokwaɗi yake, Ʋana ʋake ʋanomuteʋera ʋacaropafadzwa.
8
Mambo, unogara pacigaro cokutoŋga, Unodziŋga ɀakaipa ɀose nameso ake.
9
Ndiani uŋgati: Ndacenesa mŋoyo waŋgu, Ndanatswa ɀiʋi ɀaŋgu?
10
Ɀiidzo ɀakasiyana, neɀiyero ɀakasiyana, Iɀoɀo ɀose ɀinonyaŋgadza Jehova.
11
Kunyaŋge nomŋanakomana unoɀiziʋisa neɀaanoita, Kana ɓasa rake rakanaka, kana rakarurama.
12
Nzeʋe, inonzwa, neziso, rinoʋona, Jehova wakaɀiita ɀose.
13
Usaɗa hope, kuti urege kuzoʋa murombo; Ȿinudza meso ako, kuti ugogutiswa neɀokudya.
14
Cakaipa, cakaipa! Ndiɀo ɀinoreʋa muteŋgi; Asi kana woenda woɀirumbidza.
15
Ndarama iri’ko, nekorari zhinji; Asi miromo yeziʋo ndico cinhu cinokosha kwaɀo.
16
Mutorerei ŋguʋo yake, iye wakaɀiita ruɓatso kumutorwa; Ŋgaaʋe ruɓatso rwaʋatorwa.
17
Munhu unoti ɀokudya ɀenhema ɀakanaka; Asi pashure muromo wake ucazara norubge.
18
Mano anobva pakuraŋgana; Urwe pfumo wamborairirwa noʋucenjeri.
19
Unofamba anamakuhwa, unoɓuɗisa ɀakaʋanda; Saka usashamŋaridzana nomunhu unoshamisa miromo yake.
20
Unotuka ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, Mŋenje wake ucadzimŋa parima rakaȿiɓa.
21
Nhaka, yakawanikwa nokukurumidza pakutaŋga, Haiŋgaropafadzwi pakupedzisira.
22
Usati: Ndicatsiʋa ɀakaipa; Mirira Jehova, iye ucakuponesa.
23
Ɀiidzo, ɀakasiyana, ɀinonyaŋgadza Jehova; Neciyero cinonyeŋgedzera hacina‐kunaka.
24
Kufamba kwomunhu kunobva kunaJehova; Ɀino munhu uŋganzwisisa seiko nzira yake?
25
Musuŋgo kumunhu kupika aciti: Citȿene! asino‐kumboraŋgarira, Ndokuzofuŋgisisa ambopika.
26
Mambo wakacenjera unozuŋgura ʋakaipa, Aciʋapura nomupuro.
27
Mŋeya womunhu mŋenje waJehova; Unonɀera ɀose ɀiri mukati‐kati.
28
Ruɗo nokutendeka ɀinoceŋgeta mambo; Cigaro cake coʋushe cinotsigirwa noruɗo.
29
Majaya anokudzwa nokuɗa kwesimba rawo; Ʋukomba bgaʋatana ndiyo misoro yakacena.
30
Kurobga, kunokuʋadza, kunonatsa ɀakaipa; Kurobga kunopinda mukati‐kati.
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 21 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31