bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 19
Proverbs 19
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 18
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 20 →
1
Murombo, unofamba muɀokwaɗi yake, Unopfuʋura unemiromo isakarurama, riri ɓenzi.
2
Ʋuye, kushiŋgaira kusineziʋo hakuna‐kunaka; Unokurumidza namakumbo ake unorasha nzira.
3
Ʋupenzi bgomunhu ʋunokaŋganisa nzira yake; Mŋoyo wake unotsamŋira Jehova.
4
Fuma inoʋuyisa shamŋari zhinji; Asi murombo unosiyiwa neshamŋari yake.
5
Capupu cenhema haciŋgakoni kurobga; Unoreʋa nhema haaŋgapukunyuki.
6
Ʋazhinji ʋacatȿaka nyasha yomunhu unopavurira; Munhu mumŋe nomumŋe ishamŋari younopa ɀipo.
7
Hama dzose dzomurombo dzinomuʋeŋga; Ɀikuru shamŋari dzake dzinoparadzana naye! Uno ʋa teʋerera namashoko, asi ʋaenda!
8
Unowana ʋucenjeri, unoɗa ʋupenyu bgake; Unoceŋgeta njere, ucawana ɀakanaka.
9
Capupu cenhema haciŋgakoni kurobga; Unoreʋa nhema ucaparadzwa.
10
Kugara pakati peɀakanaka haɀifaniri ɓenzi; Ndoɗa sei kuti muranda aʋe ishe wamacinda.
11
Kuŋgwara kwomunhu kunodzora kutsamŋa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukaŋganwira kuɗarika kwomumŋe.
12
Kutsamŋa kwamambo kwakafanana nokuʋomba kweshumba; Asi nyasha dzake dzakaita seɗoʋa riri paʋuswa.
13
Mŋanakomana ɓenzi inhamo yaɓaɓa ʋake; Ʋuye kukakaʋara kwomukadzi kuɗonha kusiŋgaperi kwemvura.
14
Dzimba nefuma inhaka inobva kunamadziɓaɓa; Asi mukadzi wakaŋgwara unobva kunaJehova.
15
Ʋusimbe ʋunowisira munhu pahope huru; Munhu usiŋgaɓati ucafa nenzara.
16
Unoceŋgeta murairo, unoceŋgeta ʋupenyu bgake; Asi usinehanya nenzira dzake ucafa.
17
Unonzwira ʋarombo tsitsi, unoposana naJehova; Ucamuripira ɓasa rake rakanaka.
18
Raŋga mŋanakomana wako, nokuti tariro ici’po; Usatȿaka kumuʋuraya.
19
Munhu unehasha ɀikuru ucarobga; Nokuti kana uci mu rwira, unoŋgoɀinyanyisa.
20
Terera kana ucirairirwa, unzwe kana ucidzidziswa, Kuti pashure ugoʋa wakacenjera.
21
Mumŋoyo womunhu munendaŋgariro zhinji; Asi kurairira kwaJehova ndiko kucamira.
22
Munhu unoɗikanwa nokuɗa kwoʋunyoro bgake; Murombo kurinani pamureʋi wenhema.
23
Kutya Jehova kunoisa kuʋupenyu; Unako, ucaʋata ɀakanaka, Haaŋgaʋiŋgiwi neɀakaipa.
24
Simbe inopinza ruʋoko rwayo mundiro, Isiŋgaɗi kutoŋgorudzosera kumuromo wayo ɀe.
25
Roʋa muɗaɗi, ipapo usinamano ucaɀiŋgwarira; Raira unenjere, ipapo ucanzwisisa ziʋo.
26
Unoitira ɓaɓa ʋake simba, nokudziŋga mai ʋake, Mŋanakomana unonyadzisa nokuita ɀinonyadza.
27
Mŋanakomana waŋgu, rega kuterera kana ucidzidziswa, Kana uciɗa hako kutsauka pamashoko eziʋo.
28
Capupu cisinamaturo cinoɗaɗa nokururama; Muromo waʋakaipa unomedza ɀakaipa.
29
Kutoŋgwa kwakagadzirirwa ʋaɗaɗi; Neshamhu misana yamapenzi.
← Chapter 18
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 20 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31