bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 25
Proverbs 25
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 26 →
1
Iɀi ʋo ndiɀo ɀireʋo ɀaSoromoni, ɀakanyorwa naʋanhu ʋaHezekia mambo waʋaJuda:
2
Ndiko kukudzwa kwaMŋari kuti aʋanze cinhu; Asi kukudzwa kwamadzimambo ndiko kuti ʋanɀere mhaka.
3
Kukwirira kweɗeŋga, nokudzika kwenyika, Nemŋoyo yamadzimambo haɀibviri kunɀerwa.
4
Bvisa marara pasirveri, Muʋumbi agoɓuɗisirwa hari.
5
Bvisa wakaipa pamberi pamambo, Cigaro cake coʋushe cisimbiswe nokururama.
6
Usaʋa namanyawi pamberi pamambo; Usamira panɀimbo yaʋakuru.
7
Nokuti ɀirinani kuti ʋati kwauri: Kwira pano, Pakuti uninipiswe pamberi pomucinda, Wawaʋona nameso ako.
8
Usakurumidza kundoita nharo; Nokuti ucazoɗini pashure, Kana wokwako akunyadzisa?
9
Raŋgana nowokwako pamsoro pemhaka iri pakati penyu, Asi usareʋurura ɀakaʋanzika ɀomumŋe;
10
Kuti mumŋe unoɀinzwa arege kukutuka, Guwa rako rikasaguma.
11
Shoko rinotaurwa neŋguʋa yakafanira, Rakafanana namatamba endarama mumidziyo yesirveri.
12
Murairi wakacenjera panzeʋe inoterera, Ɀakafanana necindori cenzeʋe cendarama noʋukomba bgendarama yakaiȿo‐naka.
13
Nhume yakatendeka yakafanana kunaʋanoituma Nokutonhorera kwecando paŋguʋa yokuceka; Nokuti inoponesa mŋeya yaʋatenzi ʋayo.
14
Munhu unoɀirumbidza pamsoro pecipo cenhema, Wakafanana namakore nemhepo ɀisinemvura.
15
Muɓati unokundwa kana aciitirwa mŋoyo murefu, Ʋuye rurimi runyoro runovuna mafupa.
16
Wawana ʋuci here? Cidya ʋunokuriŋgana, Kuti urege kumiswa mŋoyo nabgo, ukaʋurutsa.
17
Rutsoka rwako ŋgarurege kuwanza kupinda paimba yowokwako; Arege kuzoneta newe, akakuʋeŋga.
18
Munhu unopupurira wokwake nhema, Wakafanana netȿimbo, nomunondo, nomuseʋe unopinza.
19
Kutenda munhu usino‐kutendeka paŋguʋa yenhamo, Kwakafanana nezino rakagurika norutsoka rwakashoɗoka.
20
Somunhu unobvisa ŋguʋo kana kucitonhora, ʋuye sevinega kana iciiswa pasoda, Ndiɀo ɀakaita munhu unoimbira mŋoyo unorwadza nziyo.
21
Kana muʋeŋgi wako anenzara, umupe ɀokudya adye; Kana anenyota, umupe mvura anwe.
22
Nokuti ucatutira mazimbe omŋoto pamusoro wake, Ʋuye Jehova ucakuripira.
23
Mhepo inobva kumsoro inoʋuyisa mvura; Saiɀoɀo rurimi runamakuhwa runoʋuyisa ciso cakatsamŋa.
24
Ɀirinani kugara pakona reɗeŋga, Pakugara muimba imŋe nomukadzi unokakaʋara.
25
Shoko rakanaka, rinobva kunyika iri kure, Rakafanana nemvura inotonhorera kumŋeya unenyota.
26
Munhu wakarurama, unozunuŋguka pamberi paʋakaipa, Wakafanana netsime rakabvoŋgodzwa necituɓu cinetȿina.
27
Haɀina‐kunaka kudya ʋuci ʋuzhinji; Asi kunɀera ɀinorema ndiko kukudzwa.
28
Munhu usiŋgadzori mŋeya wake, Wakafanana neguta rakaputswa, risinoruȿiŋgo.
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 26 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31