bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 17
Proverbs 17
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 18 →
1
Cimeɗurwa cakawoma ceciŋgwa norugare, Cinopfuʋura imba izere neɀakaɓayiwa nokukakaʋara.
2
Muranda, unoita noʋucenjeri, uŋgaraira mŋanakomana unonyadzisa, Acidya nhaka pamŋe cete naʋana.
3
Hari yokunyausa ndeyesirveri, neʋira nderendarama; Asi Jehova unoidza mŋoyo yaʋanhu.
4
Munhu, unoita ɀakaipa, unoterera miromo yakaipa; Mureʋi wenhema unorerekera nzeʋe yake kururimi rwakashata.
5
Aninani unoseka murombo, unoɀidza Muiti wake; Unofara pamsoro penjodzi yaʋamŋe, haaŋgakoni kurobga.
6
Ʋazukuru ikorona yaʋatana; Kukudzwa kwaʋana ndiʋo madziɓaɓa aʋo.
7
Kutaura kwamanyawi hakufaniri ɓenzi; Ɀikuru kutaura kunenhema hakufaniri mucinda.
8
Fufuro yakaita sebge rinokosha kana icitarirwa nomŋene wayo; Pose painoriŋgira inofadza.
9
Munhu unofukidza kuɗarika kwomumŋe, unotȿaka ruɗo; Asi unoramba acimutsa shoko, unoparadzanisa shamŋari dzinoɗana.
10
Munhu unenjere unoɓayiwa nokutukwa Kupfuʋura ɓenzi nokurobga runezana.
11
Munhu unomŋoyo wokumukira unoŋgotȿaka ɀakaipa; Asi ucatumirwa nhume inomŋoyo mukukutu.
12
Ɀirinani kuti munhu asoŋgane necikara catorerwa ʋana, Pakuti asoŋgane neɓenzi paʋupenzi bgaro.
13
Aninani unoripidzira ɀakanaka neɀakaipa, Ɀakaipa haɀiŋgabvi paimba yake.
14
Kuʋamba kwokukakaʋara kwakafanana nokudziʋurira mvura; Saka rega rukaʋe, kurwa kusati kwaȿika.
15
Unopembedza wakaipa, nounopa wakarurama mhoȿa, Ʋose ʋari ʋaʋiri ʋanonyaŋgadza Jehova.
16
Mari iri muruʋoko rweɓenzi neiko kuti riteŋge ʋucenjeri, Ɀarisinenjere.
17
Shamŋari inoɗa ŋguʋa dzose; Hama inoɓerekerwa kuti iɓatsire pakutambudzika.
18
Munhu unoshaiwa njere, ndiye unoɀisuŋga noruʋoko rwake, Aciɀiitira wokwake ruɓatso.
19
Unoɗa kukakaʋara, unoɗa kuɗarika; Unokurisa suʋo rake, unotȿaka kuparadzwa.
20
Unomŋoyo usakarurama haawani ɀakanaka; Unorurimi rusakarurama unowira munjodzi.
21
Unoɓereka ɓenzi ucazonzwa shuŋgu; Ƃaɓa ʋeɓenzi haʋanamufaro.
22
Mŋoyo wakafara unoɓatsira munhu kupora; Asi mŋeya wakaputsika unowomesa mafupa.
23
Munhu wakaipa unogamucira fufuro inobva mucifuʋa, Kuti aminamise nzira dzokururamisira.
24
Ʋucenjeri ʋuri pamberi pounenjere; Asi meso eɓenzi ari pamigumo yenyika.
25
Mŋanakomana ɓenzi unocemedza ɓaɓa ʋake, Unoitira mai ʋakamuɓereka ɀinoʋaʋa.
26
Ʋuye, kuraŋga wakarurama hakuzakanaka, Nokuroʋa ʋakuru nokuɗa kwokururama kwaʋo.
27
Unoɀidzora pamashoko ake, uneziʋo; Ʋuye unomŋeya wakagadzikana, munhu wenjere.
28
Kunyaŋge neɓenzi, kana rinyerere, riŋganzi rakacenjera; Unoɓumira muromo wake, ucanzi wakaŋgwara.
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 18 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31