bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 23
Proverbs 23
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 24 →
1
Kana ukagara pakudya pamŋe cete nomuɓati, Cerekedza ɀakanaka ɀiri pamberi pako;
2
Uɀigure huro dzako, Kana uri munhu wamadyo.
3
Usapaŋga ɀinozipa ɀake, Nokuti ɀokudya iɀo ɀinonyeŋgedzera.
4
Usaɀinetsa kuwana fuma; Rega ʋucenjeri bgako.
5
Unoɗa kuɀitarira nameso ako? Ɀaenda! Nokuti ɀirokwaɀo fuma inoɀiitira mapapiro, Segondo rinobururukira kuɗeŋga.
6
Usadya ɀokudya ɀomunhu unoruciʋa; Kana kupaŋga ɀinozipa ɀake.
7
Nokuti seɀaanofuŋga mumŋoyo make, ndoɀaakaita; Unoti kwauri: Cidya, cinwa; Asi mŋoyo wake haunehanya newe.
8
Musuʋa wawadya, ucaurutsa ɀe, Ukarashikirwa namashoko ako akanaka.
9
Usataura paunonzwika neɓenzi; Nokuti ricaɀidza ʋucenjeri bgamashoko ako.
10
Usabvisa muganho wekare; Ʋuye usapinda paminda yenherera;
11
Nokuti Mudzikinuri waʋo unesimba; Iye ucaʋarwira pamhaka dzaʋo newe.
12
Mŋoyo wako ushiŋgaire kudzidziswa, Nenzeʋe dzako kunzwa mashoko eziʋo.
13
Usarega kuraŋga mŋana; Nokuti kunyaŋge ukamuroʋa neshamhu, haaŋgafi.
14
Umuroʋe neshamhu, Ugorwira mŋeya wake paSheori.
15
Mŋanakomana waŋgu, kana mŋoyo wako wocenjera, Nomŋoyo waŋgu ucafara ʋo.
16
Ɀirokwaɀo, itȿo dzaŋgu dzicafarisisa, Kana miromo yako icitaura ɀinhu ɀakarurama.
17
Mŋoyo wako ŋgaurege kugoɗora ʋatadzi; Asi utye Jehova mazuʋa ose.
18
Nokuti ɀirokwaɀo muɓairo uri’po; Cawakatarira haciŋgaparadzwi.
19
Inzwa, iwe mŋanakomana waŋgu, ucenjere, Ururamisire mŋoyo wako munzira.
20
Usaʋa pakati paʋanokarira waini, Pakati paʋanokarira nyama.
21
Nokuti munwi nounamadyo ʋacaʋa ʋarombo; Hope dzicapfekedza munhu mamvemve.
22
Terera ɓaɓa ʋako ʋakakuɓereka; Usaɀidza mai ʋako kana ʋacembera.
23
Teŋga ɀokwaɗi, urege kuzoiteŋgesa ɀe; Ʋuye ʋucenjeri, nedzidzo, nenjere.
24
Ƃaɓa ʋowakarurama ʋacafara kwaɀo; Ʋuye wakaɓereka mŋana wakacenjera, ucafadzwa naye.
25
Ƃaɓa ʋako namai ʋako ŋgaʋafare, Mai ʋakakuɓereka ŋgaʋafare kwaɀo.
26
Mŋanakomana waŋgu, ndipe mŋoyo wako; Meso ako ŋgaafarire nzira dzaŋgu.
27
Nokuti cifeʋe igoroŋga rakadzika; Nomukadzi wokumŋe gomba rakamanikana.
28
Ɀirokwaɀo unoʋandira segororo; Unowedzera ʋanyeŋgedzeri pakati paʋanhu.
29
Ndiani unoti: Haiwa! Ndiani unoti: Maiwe! Ndiani unokukakaʋara? Ndiani unokucema? Ndiani unamaʋaŋga pasinemhaka? Ndiani unameso akatȿuka?
30
Ndiʋo ʋanogarisa pawaini; Iʋo ʋanondotȿaka waini yakaveŋganiswa.
31
Usatarira waini kana yakatȿuka, Kana iciʋaima mumukombe, Kana icitapira pakunwiwa.
32
Pakupedzisira inoruma senyoka, Inoɓaya semvumbi.
33
Meso ako acaʋona ɀisiŋgazikanwi, Mŋoyo wako ucaɓuɗisa ɀisakarurama.
34
Ɀirokwaɀo ucaʋa somunhu uʋete pasi mukati meguŋgwa, Kana souʋete pamsoro peɗanda recikepe.
35
Ucati: Ʋakandiroʋa, asi handinakurwadziwa; Ʋakandiroʋa, asi handina‐kuɀinzwa; Ndicapepuka riniko? Ipapo ndicandoitȿaka ɀe.
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 24 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31