bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 9
Proverbs 9
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 8
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 10 →
1
Ʋucenjeri bgakaʋaka imba yabgo; Bgakaʋeza mbiru dzabgo nomŋe;
2
Bgakaɓaya ɀipfuwo ɀabgo; Bgakaveŋganisa waini yabgo; Bgakagadzira ʋo tafura yabgo.
3
Bgakatuma ʋarandakadzi ʋabgo; Ʋunoɗanidzira pamitunhu yeguta, ʋuciti:
4
Usinamano ŋgaatsaukire muno; Usinenjere ʋunoti kwaari:
5
Ʋuyai mudye ciŋgwa caŋgu, Munwe waini yandakaveŋganisa.
6
Regai kusaȿinuka, murarame; Mufambe nenzira yenjere.
7
Munhu, unoraira muɗaɗiri, unoɀitȿakira kunyadziswa; Unotuka munhu wakaipa ucaȿiɓiswa.
8
Usaraira muɗaɗiri, kuti arege kukuʋeŋga; Raira munhu wakacenjera, iye ucakuɗa.
9
Ipa wakacenjera dzidzo, ipapo iye ucawedzerwa ʋucenjeri; Dzidzisa wakarurama, ipapo iye ucawedzerwa ziʋo.
10
Kuʋamba kwoʋucenjeri ndiko kutya Jehova; Kuziʋa Mutȿene ndidzo njere.
11
Nokuti neni mazuʋa ako acaitwa mazhinji, Makore oʋupenyu bgako acawedzerwa.
12
Kana wakacenjera, iwe, wakaɀicenjerera hako; Kana uri muɗaɗiri, iwe woga ucaʋa nemhoȿa yaɀo.
13
Mukadzi ɓenzi unopupira; Haanamano, haaziʋi cinhu.
14
Unogara pamukoʋa weimba yake, Pacigaro pamitunhu yeguta.
15
Kuti aɗanidzire kunaʋanopfuʋura napo, Iʋo ʋanorurama nenzira dzaʋo, aciti:
16
Aninani usinamano, ŋgaatsaukire muno; Usinenjere, mukadzi unoti kwaari:
17
Mvura yaɓiwa inozipa, Ciŋgwa cinodyiwa pakaʋanda cinonaka.
18
Asi haaziʋi kuti midzimu iri’ko; Kuti ʋakakokerwa naye ʋari pakadzika paSheori.
← Chapter 8
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 10 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31