bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 31
Proverbs 31
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 30
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
1
Mashoko amambo Remueri; ɀireʋo ɀaakadzidziswa namai ʋake.
2
Nhai, mŋanakomana waŋgu! Nhai, mŋanakomana weɗumbu raŋgu! Nhai, mŋanakomana wemhiko dzaŋgu!
3
Rega kupa ʋakadzi simba rako, Nenzira dzako kuneɀinoparadza madzimambo.
4
Iwe Remueri, haɀifaniri madzimambo, haɀifaniri madzimambo kunwa waini; Namacinda kuti: Ƌoro riripiko?
5
Ʋarege kunwa, ʋacizokaŋganwa murairo, Ʋarege kukaŋganisa kururamisira ʋamŋe ʋanotambudzika.
6
Ipai woɗo‐kuparara ɗoro, Nounomŋoyo unorwadza waini;
7
Ŋgaanwe, akaŋganwe ʋurombo bgake, Arege kucaraŋgarira kutambudzika kwake.
8
Shamisira mbeʋeʋe muromo wako, Urwire mhaka dzaʋose ʋakaɗai ʋakasiyiwa.
9
Shamisa muromo wako, utoŋge ɀakarurama, Ururamisire murombo nounoshaiwa.
10
Ndianiko uŋgawana mukadzi unoita ɀakanaka? Nokuti muteŋgo wake unokunda kwaɀo muteŋgo wamaparera.
11
Mŋoyo womurume wake unomutenda, Naiye haaŋgashaiwi fuma.
12
Unoitira murume wake ɀakanaka, haamuitiri ɀakaipa Mazuʋa ose oʋupenyu bgake.
13
Unotȿaka mvere norucinda, Aciɓata namaʋoko ake nomufaro.
14
Wakafanana neɀikepe ɀaʋateŋgesi; Unondotora ɀokudya ɀake kure.
15
Unomuka ʋuciri ʋusiku, Nokupa mhuri yake ɀokudya, Naʋashandiri ʋake ɓasa raʋo.
16
Unoraŋgarira munda, ndokuuteŋga; Unosima munda wemizambiriŋga neɀaakawana namaʋoko ake.
17
Unoɀisuŋga ciʋuno nesimba, Nokusimbisa maʋoko ake.
18
Unoʋona kuti kushambadzira kwake kwaɓatsira; Mŋenje wake haudzimi ʋusiku.
19
Unotambanudzira ruʋoko rwake kunecokurukisa; Maʋoko ake anoɓata cinorukwa.
20
Unotambanudzira murombo ruʋoko rwake; Unotandaʋadzira unoshaiwa maʋoko ake.
21
Haatyi cando pamsoro peimba yake, Nokuti mhuri yake yose yakafuka ŋguʋo tȿuku.
22
Unoɀiitira mitsamiro inoʋukomba; Ŋguʋo yake muceka wakaiȿo‐naka nomutȿuku.
23
Murume wake unozikanwa pamasuʋo eguta, Kana agere pakati paʋakuru ʋenyika.
24
Unoita ɀokufuka ɀomuceka aciɀiteŋgesa, Unoʋigira ʋateŋgesi ɀisuŋgo ɀeɀiʋuno.
25
Simba nokukudzwa ndiɀo ɀokufuka ɀake; Unoseka kana acifuŋga ŋguʋa inoʋuya.
26
Unoshamisa muromo wake noʋucenjeri; Rurimi rwake runodzidzisa noʋunyoro.
27
Unotarira ɀakanaka kufamba kwemhuri yake, Asiŋgadyi ɀokudya ɀoʋusimbe.
28
Ʋana ʋake ʋanomuka, ʋacimuti: Ʋakaropafadzwa; Nomurume wake ʋo unomurumbidza, aciti:
29
Ʋakunda ʋazhinji ʋakaita ɀakanaka, Asi iwe unoʋakunda ʋose.
30
Ɀinofadza ɀinonyeŋgedzera, ʋunaki haʋunamaturo; Asi mukadzi unotya Jehova, ndiye unofanira kurumbidzwa.
31
Cimupai ɀakafanira ɀaakaɓata namaʋoko ake; Maɓasa ake ŋgaamurumbidze pamasuʋo eguta.
← Chapter 30
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31