bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 16
Proverbs 16
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 17 →
1
Kuraŋgarira kwomŋoyo ndokwomunhu; Asi mhinduro yorurimi inobva kunaJehova.
2
Nzira dzose dzomunhu unoti dzakanaka pakuʋona kwake; Asi Jehova unoyera mŋeya.
3
Isa maɓasa ako ose kunaJehova, Ɀawakaraŋgarira ɀigoitika.
4
Jehova wakaitira cinhu cimŋe necimŋe ɓasa raco; Ɀirokwaɀo kunyaŋge nowakaipa wakaitirwa zuʋa reɀakashata.
5
Mumŋe nomumŋe, unomŋoyo unoɀikudza, unonyaŋgadza Jehova; Ɀirokwaɀo, haaŋgakoni kurobga.
6
Ɀakaipa ɀinodzikinurwa nenyasha neɀokwaɗi; Nokutya Jehova ʋanhu ʋanobva paneɀakashata.
7
Kana nzira dzomunhu dzicifadza Jehova, Unomuyananisira kunyaŋge namapfumo ake.
8
Ɀirinani kuʋa neɀishoma nokururama, Pakuʋa nefuma zhinji nokusarurama.
9
Mŋoyo womunhu unoɀifuŋgira nzira yake; Asi Jehova unorairira kufamba kwake.
10
Miromo yamambo inotema ɀireʋo ɀaɀokwaɗi; Muromo wake hauŋgaposhi pakutoŋga.
11
Ciyero necienzaniso, cisiŋganyeŋgeri, cinobva kunaJehova; Ɀiidzo ɀose ɀehomboɗo iɓasa rake.
12
Ɀinonyaŋgadza kana madzimambo aciita ɀakaipa; Nokuti cigaro coʋushe cinosimbiswa nokururama.
13
Madzimambo anofadzwa nemiromo yakarurama; Unotaura ɀinhu ɀakarurama unoɗikanwa naye.
14
Kutsamŋa kwamambo kwakaita senhume dzorufu; Asi munhu wakacenjera unokunyaradza.
15
Ʋupenyu ʋuri pakubginya kweciso camambo; Kana acifarira munhu ɀakaita segore remvura yokupedzisira.
16
Kuwana ʋucenjeri kunokunda sei kuwana ndarama; Ɀirinani kutsaura kuwana njere pakuwana sirveri.
17
Mugwagwa, wakapfumba, waʋakarurama ndiko kubva panezakaipa; Unocenjerera nzira yake unoceŋgeta mŋeya wake.
18
Kuɀikudza kunotaŋgira kuparadzwa; Ʋuye mŋeya wamanyawi unotaŋgira kuwa.
19
Ɀirinani kuʋa nomŋeya unoɀininipisa pakati paʋarombo, Pakugoʋana ɀakapambga naʋanoɀikudza.
20
Unoterera Shoko, ucawana ɀakanaka; Unoʋimba naJehova, unomufaro.
21
Unomŋoyo wakacenjera ucanzi wakaŋgwara; Ʋuye miromo inotapira inowedzera dzidzo.
22
Njere itsime roʋupenyu kunounadzo; Asi kurairira kwamapenzi ʋupenzi.
23
Mŋoyo wowakacenjera unodzidzisa muromo wake, Uciwedzera dzidzo pamiromo yake.
24
Mashoko, anofadza, akaita somuȿi woʋuci, Ɀinotapira kumŋeya ɀiciporesa mafupa.
25
Munhu unoʋona nzira aciti yakarurama; Asi kuguma kwayo inzira dzorufu.
26
Nzara yomuɓati inomuɓatira; Nokuti muromo wake unomukurudzira.
27
Munhu, usinamaturo, unofuŋgira ʋamŋe ɀakaipa; Pamiromo yake panomŋoto unopisa.
28
Munhu wakatsauka unokusha kukakaʋara; Muceri unoparadzanisa shamŋari dzinoɗana.
29
Munhu unomanikidza, unonyeŋgedzera wokwake, Acimutuŋgamirira panzira isinokunaka.
30
Munhu unotsinzina meso ake, unoɀiita kuti afuŋge ɀakatsauka, Unorumana miromo yake, watoita ɀakashata.
31
Vudzi racena ikorona yakaiȿo‐naka, Inowanikwa panzira yokururama.
32
Unomŋoyo murefu unopfuʋura unesimba; Unodzora mŋeya wake, unopfuʋura unotapa musha.
33
Mijenya inokandirwa paŋguʋo dzecifuʋa; Asi ɀireʋo ɀose ɀinotemŋa nayo ɀinobva kunaJehova.
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 17 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31