bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 15
Proverbs 15
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 16 →
1
Mhinduro nyoro inodzora kutsamŋa; Asi shoko rinorwadza mŋoyo rinomutsa hasha.
2
Rurimi rwowakacenjera runoɓuɗisa ziʋo kwadzo; Asi muromo wamapenzi unoɗurura ʋupenzi.
3
Meso aJehova ari pose‐pose; Acicerekedza ʋakaipa naʋakanaka.
4
Rurimi runyoro muti woʋupenyu; Asi runenhema runoputsa mŋeya.
5
Ƃenzi rinoramba kurairira kwaɓaɓa ʋaro; Asi unehanya nokurairwa, ndiye unenjere.
6
Mumba mowakarurama munefuma zhinji; Asi kutambudzika kuri muneɀinowanikwa nowakaipa.
7
Miromo yaʋakacenjera inokusha ziʋo; Asi mŋoyo wamapenzi hauɗaro.
8
Ciɓayiro caʋakaipa cinonyaŋgadza Jehova; Asi munyeŋgetero wowakarurama unomufadza.
9
Nzira yowakaipa inonyaŋgadza Jehova; Asi unoɗa munhu unoteʋera kururama.
10
Kuraŋgwa kwakaipa kunoʋiŋga munhu unosiya nzira; Unoʋeŋga kurairwa ucafa.
11
Sheori noKuparadza ɀiri pamberi paJehova; Ndoɗa mŋoyo yaʋana ʋaʋanhu.
12
Muɗaɗi haaɗi kurairwa; Unoramba kuenda kunowakacenjera.
13
Mŋoyo, wakafara, unofadza ciso; Asi mŋeya unoputswa nomŋoyo uneshuŋgu.
14
Mŋoyo wounenjere unotȿaka ziʋo; Asi muromo wamapenzi unogutiswa noʋupenzi.
15
Mazuʋa ose omunhu, uri pakutambudzika, akaipa; Asi unomŋoyo wakafara unomutambo ŋguʋa dzose.
16
Ɀirinani kuti munhu aʋe neɀishoma, acitya Jehova, Pakuti aʋe nefuma yakawanda, acinyunyuta.
17
Ɀirinani kuti munhu aʋe neɀokudya ɀemiriʋo, ruɗo ruri’po, Pakuti aʋe nenzombe yakakodzwa, panembeŋgo.
18
Munhu, unehasha, unomutsa kukakaʋara; Asi unomŋoyo murefu unonyaradza gakaʋa.
19
Nzira yesimbe yakaita soruzhowa rweminzwa; Asi nzira yaʋakarurama yakagadzirwa.
20
Mŋanakomana wakacenjera unofadza ɓaɓa; Asi ɓenzi rinoshoʋora mai ʋaro.
21
Ʋupenzi ʋunofadza munhu unoshaiwa ʋucenjeri; Asi munhu wenjere unofamba acirurama.
22
Pasiŋgaraŋganwi mano anokona; Asi kunaʋarairi ʋazhinji ndokwaanosimbiswa.
23
Munhu unofadzwa nemhinduro yakarurama yomuromo wake; Ʋuye shoko, rinotaurwa neŋguʋa yakafanira, rakanaka sei!
24
Nzira yoʋupenyu yowakarurama inokwira kumsoro; Kuti apukunyuke paSheori pasi.
25
Jehova ucaparadza imba yaʋanoɀikudza;
26
Asi muganho wecirikadzi unousimbisa. Mano akashata anonyaŋgadza Jehova; Asi mashoko anofadza akacena.
27
Unokarira fuma, unotambudza imba yake; Asi unoʋeŋga ɀipo, ucararama.
28
Mŋoyo wowakarurama unombofuŋga caaŋgapindura; Asi muromo wowakaipa unoɗurura ɀakaipa.
29
Jehova uri kure naʋakaipa; Asi unonzwa munyeŋgetero waʋakarurama.
30
Meso anobginya anofadza mŋoyo; Mashoko akanaka, anobva kumŋe, anokodza mafupa.
31
Nzeʋe, inoterera kuraira, kunoisa kuʋupenyu, Icagara pakati paʋakacenjera.
32
Unoramba kurairirwa, unoshoʋora mŋeya wake; Asi unoterera kurairwa, unowana njere.
33
Kutya Jehova kunodzidzisa ʋucenjeri; Ʋuye kuɀininipisa kunotaŋgira kukudzwa.
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 16 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31