bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 21
Proverbs 21
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 22 →
1
Mŋoyo wamambo uri muruʋoko rwaJehova sehoʋa dzemvura; Unoufambisa seɀaanoɗa.
2
Nzira ipi neipi yomunhu unoti yakarurama pakuʋona kwake; Asi Jehova unoyera mŋoyo.
3
Kuita ɀakarurama nokururamisira Ɀinofadza Jehova kupfuʋura ciɓayiro.
4
Kutarira kwamanyawi nomŋoyo unoɀikudza, Ico ciedza caʋakaipa, ɀiʋi.
5
Ndaŋgariro dzaʋashiŋgairi dzinoʋuyisa ɀizhinji; Asi aninani unokurumidzisa unoŋgoʋaŋgira kushaiwa.
6
Kuʋuŋganidza fuma norurimi runoreʋa nhema Imhute inodziŋgwa kwose‐kwose naʋanotȿaka rufu.
7
Kumanikidza kwaʋakaipa kunoʋaparadza, Nokuti ʋanoramba kuita ɀakarurama.
8
Nzira yomunhu unemhoȿa yakaminama kwaɀo; Asi kana ari wakacena, kuita kwake kwakarurama.
9
Ɀirinani kugara pakona reɗeŋga, Pakugara muimba imŋe nomukadzi unokakaʋara.
10
Mŋeya wowakaipa unoɗa ɀakaipa; Wokwake haawani nyasha kwaari.
11
Kana muɗaɗi aciraŋgwa, usinamano ucaʋa noʋucenjeri; Kana wakacenjera acidzidziswa, unogamucira ziʋo.
12
Wakarurama unocerekedza imba yowakaipa; Unowisira ʋakaipa mukuparadzwa.
13
Unodziʋira nzeʋe yake, kuti arege kunzwa kucema kwomurombo, Iye ʋo ucacema, asi haaŋganzwiki.
14
Cipo, cinopiwa pakaʋanda, cinonyaradza hasha, Necipiwa, ciri mucifuʋa, kutsamŋa kukuru.
15
Kuita ɀakarurama ndiwo mufaro kunowakarurama; Asi ʋaiti ʋeɀakaipa ʋanoparadzwa nako.
16
Munhu, unotsauka panzira yenjere, Ucandozorora muʋuŋgano yaʋakafa.
17
Unofarira ɀinofadza, ucaʋa murombo; Unofarira waini namafuta haaŋgafumi.
18
Wakaipa idzikinuro yowakarurama; Unoita nokunyeŋgedzera unopinda panɀimbo yowakarurama.
19
Ɀirinani kugara murenje, Pakugara nomukadzi unokakaʋara nounonetsa.
20
Mumba mowakacenjera munefuma inokosha namafuta; Asi ɓenzi rinoɀipedza.
21
Munhu, unotȿaka kururama noʋunyoro, Unowana ʋupenyu, nokururama, nokukudzwa.
22
Munhu wakacenjera unokwira muguta raʋanesimba, Aciwisira pasi nhare yaʋanoʋimba nayo.
23
Aninani unoceŋgeta muromo wake norurimi rwake, Unoceŋgeta mŋeya wake pamaɗambudziko.
24
Munhu, unoɀikudza unamanyawi, muɗaɗi ndiro zita rake; Unoita namanyawi okuɀikudza kwake.
25
Kuɗa kwounoʋusimbe kunomuʋuraya; Nokuti maʋoko ake anoramba kuɓata.
26
Zuʋa rose unoramba aciŋgoɗa; Asi wakarurama unopa asiŋgarambi.
27
Ciɓayiro cowakaipa cinonyaŋgadza; Ndoɗa kana aciʋuya naɀo kuyananisira ɀakaipa.
28
Capupu cenhema cicaparadzwa; Asi munhu unoterera, ucaramba acitaura.
29
Munhu wakaipa uneciso cisiŋganyari; Asi kana ari wakarurama unogadzira nzira dzake.
30
Hakunoʋucenjeri, kana njere, Hakunamano aŋgakunda Jehova.
31
Biza rinogadzirirwa zuʋa rokurwa, Asi kukunda kunobva kunaJehova.
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 22 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31