bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 18
Proverbs 18
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 17
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 19 →
1
Unoɀiparadzanisa naʋamŋe, unoŋgotȿaka kuɗa kwake, Unorwa noʋucenjeri bgose kwabgo.
2
Ƃenzi harifariri kunzwisisa, Asi kuti mŋoyo waro ufukurwe.
3
Kana wakaipa aciȿika, kuɀidza kwaȿika ʋo; Pamŋe cete neɀinonyadzisa, kushoʋora kunoʋuya ʋo.
4
Mashoko omuromo womunhu akaita se mvura yakadzika; So rukoʋa runoyerera, se tsime roʋucenjeri.
5
Kutsaura wakaipa haɀina‐kunaka; Kana kuramba wakarurama pakutoŋga.
6
Miromo yeɓenzi inoʋuyisa kukakaʋara; Muromo waro unoɗana kurobga.
7
Muromo weɓenzi ndiko kuparadzwa kwaro; Miromo yaro musuŋgo womŋeya waro.
8
Mashoko omuceri akaita seɀimeɗu ɀinozipa, Ɀinoɓurukira mukati‐kati momuʋiri.
9
Naiye unoʋusimbe pakuɓata kwake, Munuŋuna womuparadzi.
10
Zita raJehova inhare yakasimba; Wakarurama unoʋaŋgira’mo ndokuceŋgetwa.
11
Fuma yomufumi ndiwo musha wake wakasimba, Ʋuye soruȿiŋgo rurefu pakufuŋga kwake.
12
Mŋoyo womunhu unoɀikudza kuparadzwa kusati kwaȿika; Kuɀininipisa kunotaŋgira kukudzwa.
13
Unopindura asati anzwa, Ɀicaʋa kwaari ʋupenzi nokunyadziswa.
14
Mŋeya womunhu unomusimbisa pakurwara kwake; Asi mŋeya wakaputsika uŋgamutswa nani?
15
Mŋoyo wowakacenjera unowana ziʋo; Nzeʋe yowakacenjera inotȿaka ziʋo.
16
Cipo comunhu cinomuwanira nɀimbo, Cinomuisa pamberi paʋakuru.
17
Unotaŋga kutambirwa mhaka yake uneŋge wakarurama; Asi wokwake unoȿika womuferefeta.
18
Mijenya inogumisa kukakaʋara; Inotema cireʋo pakati paʋanesimba.
19
Hama yatadzirwa inopfuʋura guta rakasimba; Kukakaʋara kwakafanana neɀipfigiso ɀeimba yamambo.
20
Ƌumbu romunhu rinogutiswa neɀiɓereko ɀomuromo wake; Ucagutiswa neɀakawanda ɀemiromo yake.
21
Rurimi runesimba pamsoro porufu noʋupenyu; Ʋanoruɗa ʋacadya ɀiɓereko ɀarwo.
22
Wawana mukadzi wawana cinhu cakanaka, Waʋigirwa nyasha yaJehova.
23
Murombo unokumbira acinyeŋgetera; Asi mufumi unopindura nehasha.
24
Munhu uneshamŋari zhinji unoparadzwa; Asi shamŋari iri’ko inonamatira kupfuʋura hama.
← Chapter 17
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 19 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31