bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Proverbs 29
Proverbs 29
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 28
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 30 →
1
Munhu wakarairwa kazhinji, aciwomesa mutsipa wake, Ucaparadzwa pakarepo, kusina‐ciŋgamuɓatsira.
2
Kana ʋakarurama ʋowanda, ʋanhu ʋanofara; Asi kana munhu wakaipa aciɓata ʋushe, ʋanhu ʋanogomera.
3
Aninani unoɗa ʋucenjeri, unofadza ɓaɓa ʋake; Asi unoshamŋaridzana neɀifeʋe, unorasha fuma yake.
4
Mambo unosimbisa nyika yake nokururamisa; Asi munhu wemitero, unoiparadza.
5
Munhu unoɓata wokwake kumeso, Unodzikira tsoka dzake mumbure.
6
Pakuɗarika kwomunhu wakashata panomusuŋgo; Asi wakarurama ucaimba nokufara kwaɀo.
7
Wakarurama unoziʋa kururamisira mhaka dzaʋarombo; Asi wakaipa haanzwisisi ziʋo.
8
Ʋaɗaɗi ʋanopisira guta; Asi ʋakacenjera ʋanodzora kutsamŋa.
9
Kana munhu wakarurama anemhaka neɓenzi, Iye ucatsamŋa nokuseka, asi hakuŋgaʋi nezororo.
10
Ʋanhu ʋeropa ʋanoʋeŋga wakarurama; Asi ʋakarurama ʋanotȿaka kuraramisa mŋeya wake.
11
Ƃenzi rinoɓuɗisa hasha dzaro dzose; Asi munhu wakacenjera unodzidzora nokudzinyaradza.
12
Kana muɓati aciterera nhema, Ʋaranda ʋake ʋose ʋacaʋa ʋakaipa.
13
Murombo nomunhu unomanikidza ʋanosoŋgana pamŋe cete; Jehova unovenekera meso aʋose.
14
Mambo, unoruramisira ʋarombo nokutendeka, Cigaro cake cicasimbiswa nokusiŋgaperi.
15
Shamhu nokuraira ɀinoʋuyisa ʋucenjeri; Asi mŋana waŋgoregwa hake unonyadzisa mai ʋake.
16
Kana ʋakaipa ʋowanda, kuɗarika kwowanda ʋo; Asi ʋakarurama ʋacaʋona kuwa kwaʋo.
17
Rairira mŋanakomana wako, agokuzorodza; Ɀirokwaɀo ucafadza mŋeya wako.
18
Kana Jehova asiŋgaɀiratidzi, ʋanhu ʋanoramba kudzorwa; Asi unoceŋgeta murairo, unomufaro.
19
Muranda uŋgaramba kurairirwa namashoko ɓedzi: Nokuti, kunzwisisa unonzwisisa hake, asi haanehanya naɀo.
20
Unoʋona munhu unokurumidza kutsamŋa? Ƃenzi riri nani kunaiye.
21
Kana munhu acirera muranda wake ɀakanaka kubva paʋuɗuku bgake, Pakupedzisira ucaɗa kuʋa mŋanakomana.
22
Munhu wakatsamŋa unomutsa kukakaʋara; Munhu unehasha unokuɗarika kuzhinji.
23
Kuɀikudza kwomunhu kucamuɗukupisa; Asi unomŋeya unoɀininipisa, ucakudzwa.
24
Aninani unoshamŋaridzana nembava, unoʋeŋga mŋeya wake; Unonzwa kupikwa, asi haareʋururi cinhu.
25
Kutya munhu kunoʋuyisa musuŋgo; Asi aninani unoʋimba naJehova, ucaceŋgetwa.
26
Ʋazhinji ʋanotȿaka nyasha yomuɓati; Asi kururamisirwa kwomunhu kunobva kunaJehova.
27
Munhu usakarurama unonyaŋgadza wakarurama; Ʋuye wakarurama panzira dzake unonyaŋgadza wakaipa.
← Chapter 28
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 30 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31