bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Chronicles 10
2 Chronicles 10
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 11 →
1
Ɀino Rehoboami wakaenda Shekemi, nokuti ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋaʋuŋgana paShekemi kuzomuita mambo.
2
Ɀino Jeroboami mŋanakomana waNebati, wakati aciɀinzwa, (nokuti wakaŋga aciri Egipita kwaakaŋga atizira nokuɗa kwaSoromoni,) Jeroboami ndokudzoka acibva Egipita.
3
Ʋakatuma nhume kundomuɗana; Jeroboami naʋaIsraeri ʋose ʋakaȿika ʋakataura naRehoboami, ʋakati:
4
Ƃaɓa ʋenyu ʋakatitakudza joko rinogozha; naiɀoɀo ɀino imi cirerusai ɓasa raɓaɓa ʋenyu rakaŋga ricigozha, nejoko raʋo rinorema raʋakaisa pamsoro peɗu, tigokushumirai.
5
Iye akati kwaʋari: Dzokerai ɀe kwandiri kana mazuʋa matatu apera. Ʋanhu ʋakaenda.
6
Ipapo mambo Rehoboami akaraŋgana naʋakuru, ʋaimira pamberi paSoromoni ɓaɓa ʋake, ʋaciri ʋapenyu, akati: Muŋgandipa zano reiko, randiŋgapindura ʋanhu aʋa naro?
7
Iʋo ʋakataura kwaari, ʋakati: Kana mukaitira ʋanhu aʋa nomŋoyo wakanaka, nokuʋafadza, nokutaura mashoko akanaka kwaʋari, ipapo ʋacaʋa ʋaranda ʋenyu nokusiŋgaperi.
8
Asi iye wakaramba zano raʋakuru, raʋakamupa, akaraŋgana namajaya ezero rake, akaŋga acimira pamberi pake.
9
Akati kwaʋari: Imi muŋgandipa zano reiko, ratiŋgapindura naro ʋanhu aʋa ʋakataura neni, ʋaciti: Rerusai joko rakaiswa pamsoro peɗu naɓaɓa ʋenyu?
10
Ɀino majaya ezero rake akataura kwaari, akati: Iti kuʋanhu aʋa ʋakataura newe, ʋaciti: Ƃaɓa ʋenyu ʋakatitakudza joko rinogozha, asi imi citirerusirai iro, utaure kwaʋari uti: Munwe waŋgu muɗuku mukobvu kupfuʋura ciʋuno caɓaɓa ʋaŋgu.
11
Ɀino, ɓaɓa ʋaŋgu ɀaʋakakutakudzai joko rinorema, ini ndicawedzera pajoko renyu; ɓaɓa ʋaŋgu ʋaikuroʋai neshamhu, asi ini ndicakuroʋai neɀinyaʋaɗa.
12
Naiɀoɀo Jeroboami naʋanhu ʋose ʋakaȿika kunaRehoboami nezuʋa retatu, seɀaʋakaŋga ʋarairwa namambo, aciti: Dzokerai kwandiri ɀe nezuʋa retatu.
13
Mambo akaʋapindura nehasha; mambo Rehoboami akarasha zano raʋakuru,
14
akataura kwaʋari seɀaakaŋga apiwa zano namajaya, akati: Ƃaɓa ʋaŋgu ʋakakutakudzai joko rinorema, asi ini ndicawedzera pajoko renyu; ɓaɓa ʋaŋgu ʋaikuroʋai neshamhu, asi ini ndicakuroʋai neɀinyaʋaɗa.
15
Naiɀoɀo mambo haana‐kuterera ʋanhu; nokuti ɀakaŋga ɀabva kunaMŋari, kuti Jehova asimbise shoko rake, raakataura naAhija muShiro kunaJeroboami mŋanakomana waNebati.
16
Ɀino ʋaIsraeri ʋose ʋakati ʋaciʋona kuti mambo haana‐kuʋaterera, ʋanhu ʋakapindura mambo, ʋakati: Tinomugoʋe weiko kunaDavidi? Ʋuye hatinenhaka kumŋanakomana weJese; endai henyu munhu mumŋe nomumŋe kutente rake, imi Israeri! Ɀino Davidi, citarira hako imba yako. Naiɀoɀo ʋaIsraeri ʋose ʋakaenda kumatente aʋo.
17
Asi kana ʋari ʋana ʋaIsraeri, ʋakaŋga ʋagere mumaguta aJuda, Rehoboami waiʋa mambo waʋo.
18
Ɀino mambo Rehoboami akatuma Hadorami mutariri waʋanhu ʋecibaro, ʋana ʋaIsraeri ʋakamutaka namabge, akafa. Ipapo mambo Rehoboami akacimbidzika kukwira ŋgoro yake, akatizira Jerusarema.
19
Saiɀoɀo ʋaIsraeri ʋakamukira imba yaDavidi kuȿikira zuʋa ranhasi.
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 11 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
Recommended Reading
Commentary
2 Chronicles Commentaries
→
Devotional
2 Chronicles Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→