bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Chronicles 16
2 Chronicles 16
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 17 →
1
Ɀino negore ramakumi matatu namatanhatu rokuɓata ʋushe kwaAsa, Baasha mambo waIsraeri akakwira kundorwa naJuda, akaʋaka Rama, kuti arege kutendera munhu kuɓuɗa kana kupinda kunaAsa mambo waJuda.
2
Ipapo Asa akaɓuɗisa sirveri nendarama muɀiʋigiro ɀefuma yeimba yaJehova neimba yamambo, akatuma shoko kunaBeni‐hadadi mambo weSiria, wakaŋga agere Damasko, akati:
3
Suŋgano iri’po pakati paŋgu nemi, seɀayakaʋa’po pakati paɓaɓa ʋaŋgu naɓaɓa ʋenyu; tarirai, ndinokutumirai sirveri nendarama; endai muputse suŋgano yenyu naBaasha mambo waIsraeri, abve kwandiri.
4
Beni‐hadadi akaterera mambo Asa, akatuma ʋakuru ʋehondo dzake kundorwa namaguta aIsraeri, akakunda Ijoni, neDani, neAberi‐maimi, namaguta ose amatura aNaftari.
5
Ɀino Baasha wakati aciɀinzwa, akarega kuʋaka Rama, akarega ɓasa rake.
6
Ipapo mambo Asa akatora ʋaJuda ʋose; ʋakandobvisa mabge eRama, namatanda aro, ɀaakaŋga aʋaka naɀo iye Baasha, akaʋaka naɀo Geba neMizpa.
7
Ɀino neŋguʋa iyo muʋoni Hanani akaȿika kunaAsa mambo waJuda, akati kwaari: Ɀawakaʋimba namambo weSiria, ukasaʋimba naJehova Mŋari wako, ɀino hondo yamambo weSiria yapukunyuka paruʋoko rwako.
8
Ko ʋaEtiopia naʋaRubimi ʋakaŋga ʋasi hondo huru‐huru, ʋaneŋgoro naʋataȿi ʋamabiza ʋazhinji here? Kunyaŋge ɀakaɗaro, ɀawakaʋimba naJehova, iye wakaʋaisa muruʋoko rwako.
9
Nokuti meso aJehova anotarira‐tarira kumatiʋi ose enyika yose, kuti aratidze simba rake kunaiye unomŋoyo wakarurama kwaɀo kwaari. Pacinhu ici waita seɓenzi; nokuti kubva ɀino ucaʋiŋgwa nokurwa.
10
Ipapo Asa akatsamŋira muʋoni, akamuisa mutoroŋgo; nokuti wakaŋga amutsamŋira kwaɀo nokuɗa kwecinhu ici. Neŋguʋa iyo Asa akatambudza ʋo ʋamŋe ʋanhu.
11
Ɀino tarirai, maɓasa aAsa, okutaŋga nookupedzisira, akanyorwa mubuku yamadzimambo aJuda naaIsraeri.
12
Asi pagore ramakumi matatu namapfumbamŋe rokuɓata kwake ʋushe, Asa akazonzwa makumbo; ʋurwere bgake ʋukanyanya kwaɀo; kunyaŋge ɀakaɗaro, paʋurwere bgake haana‐kutȿaka Jehova, asi ŋaŋga.
13
Asa akaʋata namadziɓaɓa ake, akafa negore ramakumi manna nerimŋe rokuɓata kwake ʋushe.
14
Ʋakamuʋiga pamabgiro ake, aakaŋga aɀiʋezera muguta raDavidi, ʋakamuradzika panhoʋo dzizere neɀinonhuwira ɀamarudzi mazhinji, ɀakaŋga ɀagadzirwa naʋaiti ʋeɀinonhuwira ʋakaŋgwara; ʋakamupisira ɀizhinji‐zhinji.
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 17 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36