bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Chronicles 21
2 Chronicles 21
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 22 →
1
Ɀino Jehoshafati akaʋata namadziɓaɓa ake, akaʋigwa namadziɓaɓa ake muguta raDavidi; Jehorami mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
2
Iye wakaŋga anaʋanuŋuna, ʋaiʋa ʋanakomana ʋaJehoshafati, ʋaiti: Azaria, naJehieri, naZekaria, naAzaria, naMikaeri, naShefatia; aʋa ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaJehoshafati mambo waIsraeri.
3
Ƃaɓa ʋaʋo ʋakaʋapa ɀipo ɀikuru ɀesirveri, nendarama, neɀinhu ɀinokosha, pamŋe cete namaguta akakombga paJuda; asi ʋushe wakabgupa Jehorami, nokuti iye wakaŋga ari weɗaŋgwe.
4
Ɀino Jehorami wakati apinda paʋushe bgaɓaɓa ʋake, ndokuɀisimbisa, akaʋuraya ʋanuŋuna ʋake ʋose nomunondo, naʋamŋe ʋo ʋamacinda aIsraeri.
5
Jehorami wakaŋga aȿika makore makumi matatu namaʋiri pakutaŋga kwake kuɓata ʋushe; akaɓata ʋushe paJerusarema makore masere.
6
Akafamba nenzira yamadzimambo aIsraeri, seɀakaita imba yaAhabi; nokuti mukunda waAhabi wakaŋga ari mukadzi wake; akaita ɀakaipa pamberi paJehova.
7
Kunyaŋge ɀakaɗaro Jehova wakaŋga asiŋgaɗi kuparadza imba yaDavidi, nokuɗa kwesuŋgano yaakaŋga aita naDavidi, ʋuye nokuti wakaŋga amupikira kuti ucamupa mŋenje iye naʋana ʋake ŋguʋa dzose.
8
Ɀino namazuʋa ake ʋaEdomi ʋakamukira ʋaJuda, ʋakaɀiitira mambo waʋo.
9
Ipapo Jehorami akaenda naʋakuru ʋake, aneŋgoro dzake dzose naye; akamuka ʋusiku, akaparadza ʋaEdomi ʋakaŋga ʋakamukomba naʋakuru ʋeŋgoro.
10
Naiɀoɀo ʋaEdomi ʋakamukira ʋaJuda, kuȿikira zuʋa ranhasi. Ipapo ʋeRibna ʋo ʋakamumukira neŋguʋa iyo; nokuti wakaŋga arasha Jehova, Mŋari wamadziɓaɓa ake.
11
Wakaita ʋo matunhu akakwirira pamakomo aJuda, akapatisa ʋagere Jerusarema, nokutsausa ʋaJuda.
12
Ipapo ŋwadi yakabva kumuprofita Eria, ikaȿika kwaari, iciti: Ɀanzi naJehova Mŋari waɓaɓa ʋako Davidi: Ɀausina‐kufamba nenzira dzaɓaɓa ʋako Jehoshafati, kana nenzira dzaAsa mambo waJuda;
13
asi wakafamba nenzira dzamadzimambo aIsraeri, ukapatisa Juda naʋagere Jerusarema, seɀakaita imba yaAhabi, ukaʋuraya ʋo ʋanuŋuna ʋako ʋeimba yaɓaɓa ʋako, ʋakaŋga ʋakanaka kupfuʋura iwe;
14
ɀino tarira, Jehova ucaroʋa ʋanhu ʋako, naʋana ʋako, naʋakadzi ʋako, neɀinhu ɀako ɀose, nenjodzi yakaipa;
15
iwe ucaʋa nehosha yakaipa yomuʋura kuȿikira ʋura bgako ʋuciɓuɗa kunze nemhaka yehosha iyo zuʋa rimŋe nerimŋe.
16
Ɀino Jehova akakurudzira mŋeya yaʋaFiristia neyaʋaArabia, ʋakaŋga ʋari kurutiʋi rwaʋaEtiopia, kuzorwa naJehorami;
17
ʋakandorwa naʋaJuda, ʋakapinda nyika yaʋo nesimba, ndokutora nhumbi dzose dzaʋakawana mumba mamambo, naʋanakomana ʋake, naʋakadzi ʋake; naiɀoɀo haana‐kusarirwa nomŋanakomana, kunyaŋge nomumŋe, asi Jehoahazi, muɗuku waʋanakomana ʋake ʋose.
18
Shure kwaiɀoɀo ɀose Jehova akamuroʋa muʋura bgake nehosha isiŋgagoni kurapxa.
19
Ɀino makore maʋiri akati apera, ʋura bgake ʋukaɓuɗa kunze nemhaka yoʋurwere, akafa nehosha dzakaipa; ʋanhu ʋake ʋakasamupisira, seɀaʋakapisira madziɓaɓa ake.
20
Wakaŋga aȿika makore makumi matatu namaʋiri pakutaŋga kwake kuɓata ʋushe; akaɓata ʋushe paJerusarema makore masere; akaenda hake asiŋgaɗikanwi, ʋakamuʋiga paguta raDavidi, asi haʋana‐kumuʋiga pamarinda amadzimambo.
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 22 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
Recommended Reading
Commentary
2 Chronicles Commentaries
→
Devotional
2 Chronicles Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→