bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Chronicles 14
2 Chronicles 14
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 13
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 15 →
1
Ɀino Abija wakaʋata namadziɓaɓa ake, akaʋigwa muguta raDavidi; Asa mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe; pamazuʋa ake nyika yakaŋga inorugare makore anegumi.
2
Asa akaita ɀakanaka neɀakarurama pamberi paJehova Mŋari wake.
3
Nokuti wakabvisa artari dzaʋamŋari ʋatorwa, namatunhu akakwirira, akaputsa shoŋgwe, nokutema ʋo matanda okunamata nawo;
4
akaraira ʋaJuda kuti ʋatȿake Jehova Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, nokuceŋgeta murau nomurairo.
5
Akabvisa ʋo pamaguta ose aʋaJuda matunhu akakwirira neɀifananidzo ɀezuʋa; ʋushe ʋukaʋa norugare iye ari mambo.
6
Akaʋaka maguta akakombga paJuda; nokuti nyika yakaŋga inorugare, wakaŋga asina‐kurwa pamakore iwayo; nokuti Jehova wakaŋga amuzorodza.
7
Nokuti wakati kuʋaJuda: Ŋgatiʋake maguta iwayo, tiapoteredze namaȿiŋgo, neshoŋgwe, namasuʋo, namazariro; nyika iciri pamberi peɗu, nokuti takatȿaka Jehova Mŋari weɗu; takamutȿaka, akatizorodza pamatiʋi ose. Ipapo ʋakaʋaka, ʋakagara ɀakanaka.
8
Asa wakaŋga anehondo yaʋaJuda, ʋaneɀuru ɀinamazana matatu, ʋakaŋga ʋakashoŋga nhoʋo huru namapfumo; neyaʋaBenjamini ʋaneɀuru ɀinamazana maʋiri namakumi masere, ʋakaŋga ʋakashoŋga nhoʋo ʋaifura noʋuta; aʋa ʋose ʋaiʋa ʋarume ʋanesimba noʋumhare.
9
Ɀino Zera muEtiopia wakaʋuya kuzorwa naʋo nehondo yaʋanhu ʋaneɀuru ɀeɀuru, neŋgoro dzinamazana matatu; akaȿika Maresha.
10
Ipapo Asa akaɓuɗa kuzorwa naye, ʋakagadzira kuzorwa pamupata weZefata paMaresha.
11
Asa akacema kunaJehova Mŋari wake, akati: Jehova hakuna‐uŋgaɓatsira usinesimba kurwa nounesimba, asi imi moga; tiɓatsirei Jehova Mŋari weɗu; nokuti tinoʋimba nemi, taȿika kuzorwa naʋazhinji aʋa nezita renyu. Imi Jehova, ndimi Mŋari weɗu; munhu ŋgaarege kukukundai imi.
12
Ipapo Jehova akaparadza ʋaEtiopia pamberi paAsa, napamberi paʋaJuda, ʋaEtiopia ʋakatiza.
13
Asa naʋanhu ʋaakaŋga anaʋo ʋakaʋateʋerera kuȿikira paGerari; ʋaEtiopia ʋakaʋurawa ʋazhinji, ʋakakoniwa kuzosimba ɀe; nokuti ʋakaparadzwa pamberi peJehova napamberi pehondo yake; ʋakaenda neɀizhinji kwaɀo ɀaʋakapamba.
14
Ʋakaparadza maguta ose akapoteredza Gerari; nokuti ʋakavunduswa naJehova; ʋakapamba maguta ose, nokuti kwakaŋga kuneɀiŋgapambga ɀizhinji maari.
15
Ʋakaparadza ʋo matente eɀipfuwo, ʋakatapa makwai mazhinji namakamera, ndokudzokera Jerusarema.
← Chapter 13
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 15 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
Recommended Reading
Commentary
2 Chronicles Commentaries
→
Devotional
2 Chronicles Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→