bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Chronicles 27
2 Chronicles 27
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 26
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 28 →
1
Jotami wakataŋga kuɓata ʋushe aȿika makore makumi maʋiri namashanu; akaɓata ʋushe paJerusarema makore anegumi namatanhatu; zita ramai ʋake rakaŋga riri Jerusha mukunda waZadoki.
2
Akaita ɀakarurama pamberi paJehova, akaita ɀose ɀakaitwa naɓaɓa ʋake Uzia; asi haana‐kupinda mutembere yaJehova. Ʋanhu ʋakaramba ʋaciita ɀakashata.
3
Akaʋaka suʋo rokumsoro reimba yaJehova, akaʋaka ʋo ɀizhinji pamsoro poruȿiŋgo rweOferi.
4
Wakaʋaka ʋo maguta panyika yamakomo yaJuda, ʋuye akaʋaka nhare neshoŋgwe mumatondo.
5
Wakarwa ʋo namambo waʋana ʋaAmoni, akaʋakunda. Negore iro ʋana ʋaAmoni ʋakamupa matarenta esirveri anezana, neɀiyero ɀeɀiyo ɀineɀuru ɀinegumi, neɀiyero ɀebari ɀineɀuru ɀinegumi. Ʋana ʋaAmoni ʋakamupa ɀizhinji ɀakaɗai pagore recipiri, negore recitatu ʋo.
6
Naiɀoɀo Jotami akasimba, nokuti wakagadzira nzira dzake pamberi paJehova Mŋari wake.
7
Ɀino mamŋe maɓasa aJotami, nokurwa kwake kwose, netsika dzake, tarirai ɀakanyorwa mubuku yamadzimambo aIsraeri naaJuda.
8
Wakataŋga kuɓata ʋushe aȿika makore makumi maʋiri namashanu; akaɓata ʋushe paJerusarema makore anegumi namatanhatu.
9
Jotami akaʋata namadziɓaɓa ake; ʋakamuʋiga muguta raDavidi; Ahazi mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
← Chapter 26
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 28 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
Recommended Reading
Commentary
2 Chronicles Commentaries
→
Devotional
2 Chronicles Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→