bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Chronicles 15
2 Chronicles 15
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 16 →
1
Ɀino Mŋeya waMŋari wakaʋuya pamsoro paAzaria mŋanakomana waOdedi;
2
akaɓuɗa kundosoŋgana naAsa, akati kwaari: Nditererei imi, Asa naʋaJuda naʋaBenjamini mose; Jehova unemi, kana imi munaye; kana mukamutȿaka, ucawanikwa nemi; asi kana mukamurasha, iye ucakurashai ʋo.
3
Ɀino ŋguʋa huru ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋasinaMŋari waɀokwaɗi, kana muprista unodzidzisa, kana murairo;
4
asi ʋakati ʋacitendeʋukira kunaJehova Mŋari waIsraeri pakutambudzika kwaʋo, nokumutȿaka, iye akawanikwa naʋo.
5
Ɀino neŋguʋa iyo waiɓuɗa nowaipinda ʋakaŋga ʋasinorugare, asi ʋanhu ʋose, ʋakaŋga ʋagere panyika idzo, ʋaiʋa pakutambudzika kukuru.
6
Ʋaiparadzana, rumŋe rudzi ruciparadza rumŋe, rimŋe guta riciparadza rimŋe; nokuti Mŋari waiʋatambudza nenhamo dzose.
7
Asi iʋai nesimba, maʋoko enyu ŋgaarege kushaiwa simba; nokuti ɓasa renyu ricapiwa muɓairo.
8
Ɀino Asa wakati acinzwa mashoko awa, neɀakaprofitiwa nomuprofita Odedi, ndokutsuŋga mŋoyo, akabvisa ɀainyaŋgadza panyika yose yaJuda naBenjamini, napamaguta aakaŋga akunda panyika yamakomo yaEfraimi; akaʋandudza artari yaJehova, yakaŋga iri pamberi peɓiraʋira raJehova.
9
Ipapo akaʋuŋganidza ʋaJuda, naʋaBenjamini ʋose, naʋatorwa ʋakaŋga ʋagere pakati paʋo ʋaibva kunaEfraimi, naManase, naSimeoni; nokuti ʋazhinji ʋaibva kunaIsraeri ʋakaʋuya kwaari, pakuʋona kwaʋo kuti Jehova Mŋari wake unaye.
10
Naiɀoɀo ʋakaʋuŋgana paJerusarema nomŋedzi wecitatu, negore regumi namashanu rokuɓata ʋushe kwaAsa.
11
Ʋakaɓayira Jehova zuʋa irero ɀimŋe ɀaʋakaŋga ʋapamba ʋakaʋuya naɀo, ɀaiti: Nzombe dzinamazana manomŋe, namakwai aneɀuru ɀinomŋe.
12
Ʋakaɀisuŋga kutȿaka Jehova Mŋari wamadziɓaɓa aʋo nemŋoyo yaʋo yose ʋuye nemŋeya yaʋo yose;
13
ʋuye kuti aninani usiŋgatȿaki Jehova Mŋari waIsraeri aʋurawe, kana ari muɗuku kana ari mukuru, kana mukadzi kana murume.
14
Ʋakapika kunaJehova nenzwi guru, nokupururudza, nehwamanda ʋuye nemimanzu.
15
ƲaJuda ʋose ʋakafara nokupika uku; nokuti ʋakaŋga ʋapika nemŋoyo yaʋo yose, nokumutȿaka nokuɗa kwaʋo kwose; iye akawanikwa naʋo; Jehova ndokuʋapa zororo kumatiʋi ose.
16
Akabvisa ʋo Maaka mai ʋamambo Asa, paʋuhosi bgaʋo; nokuti wakaŋga aitira Ashera cifananidzo cinonyaŋgadza; Asa akaparadza cifananidzo cake, akacikuyakuya, ndokucipisa parukoʋa Kidroni.
17
Asi matunhu akakwirira haana‐kubviswa pakati paIsraeri; kunyaŋge ɀakaɗaro mŋoyo waAsa wakaŋga wakarurama kwaɀo mazuʋa ake ose.
18
Akaisa mumba maMŋari ɀinhu ɀakaŋga ɀatsaurirwa Mŋari naɓaɓa ʋake, neɀakaŋga ɀatsaurwa naiye amene, sirveri, nendarama, nemidziyo.
19
Kurwa hakuna‐kuzoʋa’po kuȿikira pagore ramakumi matatu namashanu rokuɓata ʋushe kwaAsa.
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 16 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36