bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Chronicles 17
2 Chronicles 17
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 18 →
1
Ɀino Jehoshafati mŋanakomana wake akaɓata ʋushe pacigaro cake, akaɀisimbisa kundorwa naʋaIsraeri.
2
Akaisa ʋarwi mumaguta ose akakombga aJuda, akaisa ʋo mapoka aʋarwi panyika yaJuda, napamaguta aEfraimi, akaŋga akundwa naAsa ɓaɓa ʋake.
3
Jehova akaʋa naJehoshafati, nokuti wakafamba munzira dzokutaŋga dzaɓaɓa ʋake Davidi; haana‐kundobvunza ʋaBaari;
4
asi wakabvunza Mŋari waɓaɓa ʋake, akafamba nemirairo yake, asiŋgateʋeri maɓasa aIsraeri.
5
Saka Jehova wakasimbisa ʋushe paruʋoko rwake; ʋaJuda ʋose ʋakaʋigira Jehoshafati ɀipo, akaʋa nefuma nokukudzwa ɀizhinji.
6
Mŋoyo wake ukashiŋgairira nzira dzaJehova; ʋuye wakabvisa ʋo matunhu akakwirira namatanda okunamata nawo pakati paJuda.
7
Ʋuye pagore recitatu rokuɓata kwake ʋushe wakatuma macinda ake, ʋanaBeni‐hairi, naObadia, naZekaria, naNetaneri, naMikaya, kundodzidzisa mumaguta aJuda;
8
ʋuye pamŋe cete naʋo ʋaRevi, ʋanaShemaya, naNetania, naZebadia, naAsaheri, naShemiramoti, naJehonatani, naAdonija, naTobija, naTobi‐adonija, ʋari ʋaRevi; ʋuye pamŋe cete naʋo Erishama naJehorami, ʋaprista.
9
Ʋakandodzidzisa pakati paJuda, ʋanebuku yomurairo waJehova; ʋakafamba ʋacipota namaguta ose aJuda, ʋacidzidzisa pakati paʋanhu.
10
Ʋushe bgose bgenyika dzose dzakaŋga dzakapoteredza Juda, ʋakavunduswa naJehova, ʋakasarwa naJehoshafati.
11
Ʋamŋe ʋaFiristia ʋakaʋigira Jehoshafati ɀipo, nesirveri yomutero; ʋaArabia ʋo ʋakamuʋigira makwai, makondobge aneɀuru ɀinomŋe namazana manomŋe, nenhoŋgo dzembudzi dzineɀuru ɀinomŋe namazana manomŋe.
12
Jehoshafati akazoʋa mukuru kwaɀo, akaʋaka pakati paJuda nhare namaguta amatura.
13
Waiʋa namaɓasa mazhinji mumaguta aJuda, naʋarwi, ʋarume ʋanesimba noʋumhare paJerusarema.
14
Ɀino ndiwo mazita aʋo nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo: Pakati paJuda, ʋakuru ʋeɀuru: Adna mukuru, ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanesimba noʋumhare ʋaneɀuru ɀinamazana matatu;
15
teʋere Jehohanani mukuru, ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋaneɀuru ɀinamazana maʋiri namakumi masere;
16
teʋere Amasia mŋanakomana waZikri, wakaɀipa kunaJehova nomŋoyo wake wose; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanesimba noʋumhare ʋaneɀuru ɀinamazana maʋiri;
17
pakati paʋaBenjamini: Eriada munhu unesimba noʋumhare, ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋaneɀuru ɀinamazana maʋiri ʋakaŋga ʋakaɓata ʋuta nenhoʋo;
18
teʋere Jehozabadi, ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋaneɀuru ɀinezana namakumi masere, ʋakaŋga ʋakaɀigadzirira kurwa.
19
Ndiʋo ʋaiɓatira mambo, ʋamŋe ʋakaŋga ʋaiswa namambo mumaguta akakombga panyika yose yaJuda ʋasiŋgaʋereŋgwi.
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 18 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
Recommended Reading
Commentary
2 Chronicles Commentaries
→
Devotional
2 Chronicles Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→