bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
2 Chronicles 17
2 Chronicles 17
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 18 →
1
Jehoshafati mwanakomana wake akatonga panzvimbo pake akazvigadzirira kurwisana nevokwaIsiraeri.
2
Akaisa varwi vehondo mumaguta ose etsvingo okwaJudha, akaisa zvikwata zvavarwi munyika yokwaJudha nomumaguta okwaEfuremu akanga akurirwa nababa wake Asa.
3
Tenzi aiva naJehoshafati nokuti aitevedza makwara okutanga ababa vake. Haana kutsvaka vanaBhaari,
4
asi aitsvaka Mwari wamadzibaba ake achitevedza mirao yake asingaite somuitiro wevokwaIsiraeri.
5
Naizvozvo Tenzi akaita kuti umambo hudzike midzi mumaoko ake vokwaJudha; vose vaiunza mutero kuna Jehoshafati, iye akava noupfumi huzhinji achikudzwa kwazvo.
6
Akanga akaisa mwoyo wake mune zvokunamata, Tenzi uyewo akabvisa maJudha nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira nezvifananidzo zvokunamata zviAshera.
7
Mugore rechitatu rokutonga kwake akatuma machinda ake aya anoti Bhenihairi naObhadhiya naZekariya naNetaneri naMikaya kundodzidzisa mumaguta okwaJudha.
8
Akavatuma pamwechete nevaRevhi ava vaiti Shemaya naNataniya naZebhadhiya naAsaeri naShemiramoti naJehonatani naAdhoniya naTobhiya naTobhadhoniya, pamwechete nevaRevhi ivava akatuma vapristi ava vanoti Erishama naJehoramu.
9
Vakadzidzisa munyika maJudha vaine Bhuku roMutemo waTenzi. Vakatenderera nomumaguta ose okwaJudha vachidzidzisa muvanhu.
10
Kutya Tenzi kwakawira madzimambo enyika dzakapoteredza Judha akarega kuzorwisa Jehoshafati.
11
Vamwe vechiFirisitia vakaigira Jehoshafati zvipo nesirivha yomutero. VaArabhu vakaunzawo kwaari zviuru zvinomwe zvina mazana manomwe ehondohwe nezviuru zvinomwe zvine mazana manomwe amakotora.
12
Ukuru hwaJehoshafati hwakaramboenda mberi. Akavaka maJudha imomu maguta etsvingo neematura.
13
Aiva nemirwi nemirwi yezvaakachengeta mumaguta okwaJudha. Aivawo nevarwi vehondo, magamba chaiwo okurwa hondo muJerusaremu.
14
Mamiriro avakanga vakaita, dzinza nedzinza ndeaya: VokwaJudha: vatungamiriri vezviuru, paiti Adhina mutungamiriri wacho mukuru aina mazana matatu ezviuru zvavarume, mvumba chaidzo dzokurwa hondo
15
achitevedzerwa nomumwe mutungamiriri mukuru, Johohanani aina mazana maviri anamakumi masere ezviuru.
16
Achitevedzerwawo naAmasiya mwanakomana waZikiri aiva munhu akazvipira zvake kuita basa raTenzi aivawo namazana maviri ezviuru, mvumba chaidzo dzokurwa hondo.
17
Kune vokwaBhenjamini: kwaiva naEriyadha mvumba chaiyo, gamba chairo rokurwa hondo aine mazana maviri ezviuru zvevarume vokurwa nemiseve nenhoo;
18
achitevedzerwa naJehozabhadhi; aine vanhu zana rine makumi masere ezviuru vane zvombo zvehondo.
19
Ivava vaishandira mambo pasingaverengerwe vaya vakanga vaiswa namambo mumaguta etsvingo munyika mose maJudha.
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 18 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
Recommended Reading
Commentary
2 Chronicles Commentaries
→
Devotional
2 Chronicles Devotional Guide
→
Get This Bible
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona) Study Bible
→