bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Deuteronomy 21
Deuteronomy 21
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 22 →
1
Kana panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti iʋe yako, pakawanikwa munhu wakaʋurawa akatandaʋara kusaŋgo, kusiŋgazikanwi kuti wamuʋuraya ndiani,
2
ipapo ʋakuru ʋako naʋatoŋgi ʋako ʋanofanira kundoyera cinhambo kuȿika kumaguta akapoteredza munhu wakaʋurawa;
3
ɀino guta riri pedyo nomunhu wakaʋurawa, ʋakuru ʋeguta iro ʋanofanira kutora tsiru reŋombe, risina‐kumboɓatwa naro, risina‐kumbokweʋa pajoko,
4
ʋakuru ʋeguta iro ʋagoenda netsiru kumupata unorukoʋa runemvura inoyerera, usina‐kumborimŋa kana kudɀarwa, ndokuvuna mutsipa wetsiru imomo mumupata;
5
ʋaprista ʋana ʋaRevi ʋanofanira kusweɗera, nokuti ndiʋo ʋakatsaurwa naJehova Mŋari wako, kuti ʋamushumire, nokuropafadza ʋanhu nezita raJehova; nokuti cireʋo cenharo dzose nokukuʋadza kwose ɀinofanira kutemŋa naʋo;
6
ɀino ʋakuru ʋose ʋeguta iro riri pedyo nomunhu wakaʋurawa ʋanofanira kushamba maʋoko aʋo pamsoro petsiru rakavuniwa mutsipa waro pamupata,
7
ʋagopindura, ʋaciti: Maʋoko eɗu haana‐kuteʋura ropa iro, nameso eɗu haana‐kuriʋona.
8
Imi Jehova, kaŋganwirai henyu ʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, ʋamakadzikinura; musatendera kuti ropa risinemhoȿa rigare pakati paʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri. Ipapo ʋacakaŋganwirwa ropa iro.
9
Saiɀoɀo unofanira kubvisa ropa risinemhoȿa pakati pako, kana waita ɀakarurama pamberi paJehova.
10
Kana ucindorwa naʋaʋeŋgi ʋako, Jehova Mŋari wako akaʋaisa mumaʋoko ako, ukaʋatapa,
11
ukaʋona pakati paʋatapxa mukadzi wakanaka, ukamuɗa, ukaɗa kumuwana aʋe mukadzi wako,
12
unofanira kuenda naye kumba kwako; ɀino iye unofanira kuʋeʋura musoro wake, nokugura nzara dzake,
13
nokurasha ŋguʋo dzake dzokutapxa, ndokugara mumba mako acicema ɓaɓa ʋake namai ʋake mŋedzi wose; pashure paiɀoɀo iwe uŋgapinda kwaari, iwe uʋe murume wake, iye aʋe mukadzi wako.
14
Ɀino kana iwe usiŋgafari naye, unofanira kumurega kuti aende hake kwaanoɗa; asi haufaniri kutoŋgomuteŋgesa nemari; haufaniri kumuitira seɀinoitirwa muranda, nokuti wakataŋga wamunyadzisa.
15
Kana murume aciŋge anaʋakadzi ʋaʋiri, mumŋe unoɗikanwa, nomumŋe unoʋeŋgwa, ʋakamuɓerekera ʋana, unoɗikanwa nounoʋeŋgwa ʋose ʋari ʋaʋiri; ɀino kana mŋanakomana weɗaŋgwe ari waiye unoʋeŋgwa,
16
musi waanogarisa ʋanakomana ʋake nhaka yake, haafaniri kupa mŋanakomana wounoɗikanwa ʋuɗaŋgwe, aciɗarika mŋanakomana wounoʋeŋgwa, iye ari mŋanakomana weɗaŋgwe caiye;
17
asi unofanira kutenda mŋanakomana wounoʋeŋgwa, kuti ndiye weɗaŋgwe, amupe migoʋe miʋiri yeɀose ɀaanaɀo; nokuti ndiye wokutaŋga wesimba rake; ndiye unofanirwa noʋuɗaŋgwe.
18
Kana munhu anomŋanakomana wakasindimara usiŋganzwi, usiŋgaɗi kuterera inzwi raɓaɓa ʋake kana inzwi ramai ʋake, usiŋganzwi kana ʋacimuraŋga;
19
ɓaɓa ʋake namai ʋake ʋanofanira kumuɓata ndokuenda naye kuʋakuru ʋeguta rake, nokusuʋo renɀimbo yake,
20
ʋagoti kuʋakuru ʋeguta rake: Mŋanakomana weɗu uyu wakasindimara, unotimukira, haaɗi kuterera inzwi reɗu; unopedza fuma, nokunwa ɗoro.
21
Ɀino ʋarume ʋose ʋeguta ʋanofanira kumutaka namabge, kuti afe; saiɀoɀo unofanira kubvisa cakaipa pakati pako; ʋaIsraeri ʋose ʋaɀinzwe, ʋatye.
22
Kana munhu aciŋge atadza ciʋi cinofanirwa norufu, akaʋurawa, ukamusuŋgirira pamuti;
23
citunha cake hacifaniri kuʋata pamuti ʋusiku bgose, asi unofanira kumuʋiga nomusi iwoyo, nokuti munhu wakasuŋgirirwa wakatukwa naMŋari; kuti urege kuȿiɓisa nyika yako yaunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti iʋe yako.
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 22 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34