bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Deuteronomy 25
Deuteronomy 25
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 26 →
1
Kana ʋanhu ʋakaita nharo, ʋakaʋuya kutoŋgerwa, ʋatoŋgi ʋakaʋatoŋgera, ʋanofanira kururamisira wakarurama, nokupa mhoȿa munhu wakatadza.
2
Ɀino kana wakatadza acifanirwa nokurobga, mutoŋgi unofanira kumutsiʋamisa pasi, agorobga pamberi pake ɀakaenzana nokutadza kwake.
3
Unofanira kumuroʋa kanamakumi manna, haafaniri kupfuʋudza; kuti, kana akapfuʋudza, akamuroʋa kupfuʋura ipapo kazhinji, hama yako irege kuɀidzwa pamberi pako.
4
Usasuŋga muromo wenzombe inopura ɀiyo.
5
Kana ʋana ʋomunhu mumŋe ʋagere pamŋe cete, mumŋe waʋo akafa asinomŋanakomana, mukadzi wowakafa haafaniri kuwanikwa nomutorwa kunze kwehama; munuŋuna womurume wake unofanira kupinda kwaari, aʋe mukadzi wake, amuitire seɀinofanira kuita munuŋuna womurume.
6
Ɀino mŋana weɗaŋgwe waacaɓereka, ndiye unofanira kupinda panɀimbo yomukoma wake wakafa, kuti zita rake rirege kudzimŋa pakati paIsraeri.
7
Kana munhu asiŋgaɗi kuwana mukadzi womukoma wake, mukadzi womukoma wake unofanira kukwira kusuʋo raʋakuru, agoti: Munuŋuna womurume waŋgu unoramba kumutsira mukoma wake zita munaIsraeri, haaɗi kundiitira seɀinofanira kuita munuŋuna womurume.
8
Ɀino ʋakuru ʋeguta rake ʋanofanira kumuɗana, ʋataure naye; kana akaramba, aciti: Handiɗi haŋgu kumuwana;
9
mukadzi womukoma wake unofanira kuʋuya kwaari pamberi paʋakuru, ndokubvisa shaŋgu yake parutsoka rwake, ndokumupfira mate pameso, agopindura aciti: Ndiɀo ɀinofanira kuitirwa munhu usiŋgaʋaki imba yomukoma wake.
10
Zita rake munaIsraeri rinofanira kunzi: Imba yomunhu wakabviswa shaŋgu yake.
11
Kana ʋarume ʋakarwa, mukadzi womumŋe akasweɗera kurwira murume wake paruʋoko rwaiye unomuroʋa, akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata pamberi,
12
iwe unofanira kugura ruʋoko rwake, haufaniri kumunzwira tsitsi.
13
Haufaniri kuʋa neɀiyereso ɀisina‐kuenzana muhomboɗo yako, cikuru neciɗuku.
14
Haufaniri kuʋa neɀiyero ɀisina‐kuenzana mumba mako, cikuru neciɗuku.
15
Unofanira kuʋa neciyereso cakakwana, cakarurama; kuti mazuʋa ako aʋe mazhinji panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako.
16
Nokuti ʋose ʋanoita ɀinhu ɀakaɗai, iʋo ʋose ʋanoita ɀisina‐kururama, ʋanonyaŋgadza Jehova Mŋari wako.
17
Raŋgarira ɀawakaitirwa naAmareki panzira, pakuɓuɗa kwenyu Egipita;
18
kuti wakakuwira panzira, akaparadza ʋanhu ʋako ʋakaŋga ʋari shure, ʋose ʋakaŋga ʋasinesimba, paŋguʋa yamakaŋga maziya nokuneta; iye wakaŋga asiŋgatyi Mŋari.
19
Ɀino kana Jehova Mŋari wako akupa zororo paʋaʋeŋgi ʋako ʋose, ʋanokupoteredza panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako, iʋe nhaka yako, unofanira kubvisa pasi pokuɗeŋga ɀose ɀinoraŋgaridza Amareki; usakakaŋganwa.
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 26 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34