bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Genesis 10
Genesis 10
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 11 →
1
Izvi ndizvo zvizvarwa zvavana vaNowa vanoti Shemu naHamu naJafeti zvaakabereka shure kwamafashamo emvura.
2
Jafeti akabereka vanakomana vake vanoti: Gomeri naMagogu naMadhai naJavhani naTubhari naMesheki naTirasi.
3
Gomeri akabereka vanakomana vake vanoti: Ashikenazi naRifati naTogarima.
4
Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu.
5
Izvozvi ndizvo zvizvarwa zvokwaJafeti, makabva madzinza akasiyana-siyana, akazogara akatevedza mahombekombe egungwa. Vagere munyika iyi vari mudzimhuri dzavo, mumarudzi akasiyana-siyana maererano nemitauro yavo.
6
Hamu akabereka vanakomana vake vanoti: Kushi naIjipiti naPuti naKanani.
7
Kushi akabereka vanakomana vake vanoti: Sebha naHavhira naSabhuta naRaama naSabhuteka. Raama akabereka vanakomana vake vanoti: Shebha naDhedhani.
8
Kushi akaberekawo mwana wake mukomana anonzi Nimurodhi. Nimurodhi ndiye akazova mambo wokutanga pasi pano.
9
Nenyasha dzaTenzi, Nimurodhi aiva hombarume chaiyo ndosaka vanhu vakazoita tsumo inoti, “Nenyasha dzaTenzi, ihombarume chaiyo saNimurodhi.”
10
Akatanga kutonga Bhabheri neEreki neAkadhi munyika yeShinari.
11
Akabva kunyika iyoyo akaenda kunyika yeAsiria, ndokuvaka guta reNinevhe neRehobhoti neKara
12
neReseni, guta guru riri pakati peNinevhe neKara.
13
Ijipiti akabereka Rudhimu naAnamimu naRehabhimu, kwouya Nafutuhimu
14
naPatirusimu naKasiruhimu tateguru kwakabva vaFirisitia, naKafutorimu.
15
Kanani akabereka Sidhoni dangwe rake, naHeti
16
ndiye tateguru wamarudzi aya anoti, vaJebhusi nevaAmori nevaGirigashi,
17
kwoti vaHivhi nevaAriki nevaSinai
18
kwozoti vaArivhadhi nevaZemari nevaHamati. Gare gare madzinza evaKanani akazopararira.
19
Nyika yavaKanani yaivambira kuSidhoni zvichienda kuGerari, kundosvika kuGaza, zvoenda nokuSodhomu neGomora neAdhima neZebhoimu kundogumira kuRasha.
20
Ndizvozvi zvizvarwa zvokwaHamu, namadzinza avo nemitauro yavo nenyika dzavo nendudzi dzavo.
21
Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru.
22
Shemu akabereka vanakomana vake vanoti: Eramu naAshuri naAripakishadhi naRudhi naAramu.
23
Aramu akabereka vanakomana vake vanoti: Uzi naHuru naGeteri naMashi.
24
Aripakishadhi akabereka Shera, aShera akabereka Ebheru.
25
Ebheru akabereka vanakomana vake vaviri, mumwe ndiPeregi nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamuraniswa. Munun'una wake ainzi Jokitani.
26
Jokitani akabereka Arimodhadhi naSherefu naHazarimavheti naJera,
27
kwozouya Hadhoramu naUzari naDhikira
28
naObhari naAbhimaeri naShebha
29
kwozouya Ofiri naHavhira naJobhabhu, vose ivava ndivo vanakomana vaJokitani.
30
Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva.
31
Ndizvozvi zvizvarwa zvokwaShemu namadzinza avo nemitauro yavo nenyika dzavo nendudzi dzavo.
32
Iwaya ndiwo madzinza emhuri dzavanakomana vaNowa, nezvizukuru zvavo uye nendudzi dzavo, vakazotekeshera panyika mushure mamafashamo emvura.
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 11 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50