bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Jeremiah 12
Jeremiah 12
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 11
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 13 →
1
Tenzi, pandinokunyunyutirai, imi ndimi munenge muri pachokwadi asi ndinoda kumbokutaurirawo nezvoruenzaniso. Seiko vakaipa vachibudirira mune zvavanoita? Sei vanyengedzi vose vachibudirira?
2
Ndimi munovasima, ivo vanobva vadzika midzi. Vanokura vagotobereka michero, izvozvo musingabve pamuromo pavo, asi mumwoyo mavo munenge imi musimo.
3
Asi imi Tenzi munondiziva munondiona uye munoongorora pfungwa dzangu kwamuri. Vakwekweretsei sehwai dziri kundourayiwa muvatsaurire zuva rorufu.
4
Kusvikira rini chaizvo nyika ichichema nhamo, uswa huchisvava mumasango mose? Pamusana pokuipa wavageremo mhuka neshiri zvatsvairwa nokuti vanhu vanoti, “Mwari magumo edu haamboaona.
5
“Kana wakaneta kumhanya navanhu ko kutozoti namabhiza uchakwikwidzana sei? Kana uchiputsika munyika yakanaka kudai, ko kutozoti mumapinga okuna Jorodhani uchaita sei?
6
“Nokuti kana vakoma, navanun'una vako vemba yokwababa vako; kunyange ivavo vakaita zvounyengedzi kwauri vari kutochema kuti vangakuwane sei, usavanzwe kunyange zvavo vachitaura mazwi akanaka kwauri.
7
“Ndapa gotsi imba yangu, nhaka yangu ndaifuratira, chido chemwoyo wangu ndachikanda mumaoko mavavengi vacho.
8
Kwandiri ini nhaka yangu yaita seshumba zvayo yesango, akandiitira pamuromo ndokusaka ini ndava kutomuvenga.
9
“Ko kwandiri ini, iye nhaka yangu ava here shiri ina matsatsa matsatsa inodya nyama? Akombwa here izvozvi neshiri dzinodya nyama? Endai mundokokorodza mhuka dzose dzesango muuye nadzo dzidye.
10
Vafudzi vakawanda vakaparadza munda wangu wemagirepisi vakatsokodzera mugove wangu, vachiita kuti mugove wangu wakanaka uve renje risina chinhu.
11
Vakauita kuti uve chinhu pasina uri chinhu pasina kudaro unochema kwandiri. Nyika iyoyi yose yangova nyika, asi anombozvifunga hapana.
12
“Pamitunhu yakatunhumara pose zvapo, pasina miti mugwenga'mu, mharadzi dzauya nokuti hondo yaTenzi yebakatwa yoparadza, kubvira kumuganhu wenyika ino kusvikira kwainoperera hakusisina ane rugare.
13
“Vakadyara zvavo koroni, asi minzwa ndoyavakazokohwa, vakanetera pasina. Vachanyara nezvaunokohwa pari pamusana pehasha dzinotyisa dzaTenzi.”
14
Izvi ndizvo zviri kutaurwa naTenzi izvi, kune vamwe vangu vose vakaipa mwoyo vanotambanudzira ruoko nhaka yandakapa vanhu vangu vaIsiraeri kuti ive yavo achiti, “Chiregai muone ndava kuvadzipura munyika yavo iyoyi, ndichadzura imba yokwaJudha mukati mavo.
15
Mushure mokunge ndavatipura kudaro, ndichavanzwirazve ngoni ndigovadzorerazve mumwe nomumwe kunhaka yake uyezve mumwe nomumwe kunyika kwake.
16
Chichavapo ndechokuti, kana vakazonyatsodzidzawo nzira dzevanhu vangu dzokupika nezita rangu vachiti, ‘NaTenzi chaiye mupenyu,’ sezvavaingoitawo kurunzira vanhu vangu kupika naBhaari, ipapo ndopavachavaka vari mukati mavanhu vangu.
17
Asi kuwana rudzi rusinganzwi, ndichanyatsorutipura ndirwuparadze, ndizvo zviri kutaura Tenzi.”
← Chapter 11
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 13 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52