bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Jeremiah 41
Jeremiah 41
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 40
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 42 →
1
Mumwedzi wechinomwe, Ishimaeri mwanakomana waNetaniya, mwanakomana waErishama mumwe wokumbahuru aiva mumwe wavatungamiriri vakuru vokwamambo, akauya negumi ravarume kuna Gedhariya mwanakomana waAhikamu kuMizipa. Pavakanga vachidya zvavo pamwechete paMizipa ipapo,
2
Ishimaeri mwanakomana waNetaniya negumi ravarume raaiva naro vakasimuka vakabaya Gedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani nebakatwa vakamuuraya iye akanga asarudzwa namambo weBhabhironi aitwa sadunhu wenyika iyoyo.
3
Ishimaeri akaurayawo vaJudha vose vaiva naGedhariya paMizipa pamwechete navarwi vehondo vechiKaridhea vaakawanikidza varipo.
4
Ramangwana acho mushure mokupondwa kwaGedhariya ikoku pasati pava neazviziva,
5
pakasvika makumi masere avarume vachibva kuShikemu nokuShiro nokuSamaria vakaveura ndebvu vaine hanzu dzakabvaruka, miviri yavo akachekwachekwa vachiuya nemipiro yembesanwa norusenzi kuzozvipira kuTemberi yaTenzi.
6
Ishimaeri mwanakomana waNataniya akavabudira kuMizipa kuzochingurana navo, akauyako achihwihwidza kuchema. Paakasanganidzana navo akati kwavari, “Uyai mupinde muna Gedhariya mwanakomana waAhikamu.”
7
Pavakapinda muguta, Ishimaeri mwanakomana waNataniya navarume vaaiva navo vakavaponda kuuraya vakavakanda mumugodhi.
8
Asi pakati pavo pakaita varume gumi vakateterera kuna Ishimaeri vachiti, “Dai marega zvenyu kutiuraya nokuti tine pfimbi dzekoroni nebhari namafuta eorivhi nouchi zvatakaviga mumasango.” Nokudaro akarega kuvauraya pamwechete navamwe vavo.
9
Zvino mumugodhi macho maikanda Ishimaeri zvitunha zvose zvavanhu vaakatsakatisa rakanga riri zimugodhi guru rakacherwa namambo Asa achizvidzivirira kuna Bhaasha mambo weIsiraeri. Ishimaeri mwanakomana waNataniya akarizadza nevaipondwa ivavo.
10
Ishimaeri akazotapa vamwe vose vaiva Mizipa, ava vanoti: vakunda vamambo navanhu vose vakanga vasiyiwa paMizipa vaiva vaiswa Nebhuzaradhani uya mukuru wavachengetedzi vokwamambo mumaoko maGedhariya mwanakomana waAhikamu. Ishimaeri mwanakomana waNataniya akavatapa ndokubuda opinda munzira oyambukira kuvaAmoni.
11
Asi Johanani mwanakomana waKarea navatungamiriri vose vehondo dzavarwi vaaiva navo pavakanzwa nezvouipi hwakanga hwaitwa naIshimaeri mwanakomana waNataniya,
12
vakatora varwi vavo vose vakaenda kundorwisa Ishimaeri mwanakomana waNataniya. Vakamusvikira ari padziva guru riri kuGibheoni.
13
Vanhu vose vaiva naIshimaeri pavakangoona Johanani mwanakomana waKarea navatungamiriri vose vehondo dzavarwi vaaiva navo, vakapembera kufara.
14
Saka vanhu vose vakanga vatapwa naIshimaeri kuMizipa vakapishunuka vodzokera kuna Johanani mwanakomana waKarea.
15
Asi Ishimaeri mwanakomana waNetaniya navarume vasere vakapunyuka kuna Johanani akasvovera kuvaAmoni.
16
Ipapo Johanani mwanakomana waKarea navatungamiriri vose vehondo dzavarwi vaaiva navo vakatora vamwe vose vakanga vatapwa vaendwa navo naIshimaeri mwanakomana waNataniya kuMizipa mushure mokunge auraya Gedhariya mwanakomana waAhikamu, varwi vehondo navakadzi navana navayuniki vakaunzwa naJohanani kubva kuGibheoni.
17
Vachiuya kudaro vakamboti garei kuGeruti Chimhamu pedyo neBheterehemu vaiva nepfungwa yokuenda kuIjipiti
18
pamusana pokuzeza vaKaridhea nokuti vaivadedera nemhosva yokuti Ishimaeri mwanakomana waNataniya akanga aponda Gedhariya mwanakomana waAhikamu akanga aitwa sadunhu wenyika iyoyo namambo weBhabhironi.
← Chapter 40
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 42 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52