bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Jeremiah 43
Jeremiah 43
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 42
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 44 →
1
Pakapedza Jeremiya kutaurira vanhu vose mashoko ose iwaya aTenzi Mwari wavo, emhinduro yaTenzi Mwari wavo yaakatumwa nayo kwavari,
2
Azariya mwanakomana waHoshaya pamwechete naJohanani mwanakomana waKarea nendambakunzwa dzavanhu vose zvavo vakati kuna Jeremiya, “Inhema dzauri kutaura. Tenzi, Mwari wedu haana kumbokutuma kuti uzotaura kuti, ‘Regai kuenda kuIjipiti kundogarako.’
3
Asi iye Bharuku mwanakomana waNeriya ndiye atokufurira kuti utipandukire ugotiisa mumaoko mavaKaridhea kuti vatiuraye kana kutitapa vachitiendesa kuBhabhironi.”
4
Ipapo Johanani mwanakomana waKarea navatungamiriri vose vehondo dzavarwi navanhu vose vakaramba kuteerera izwi raTenzi rokuti varambe vagere munyika yokwaJudha.
5
Asi Johanani mwanakomana waKarea navatungamiriri vose ivavo vehondo dzavarwi vakatora chitsama chose chakasara chevokwaJudha chavanhu vakanga vadzoka kuzogara munyika yokwaJudha vachibva kuvanhu vechirudzi vose kwavakanga vaparadzirwa.
6
Paiti varume navakadzi navana navakunda vokwamambo nomunhu wose akanga asiyiwa naNebhuzaradhani mukuru wavachengetedzi vokwamambo ari mumaoko maGedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani uyewo nomuporofita Jeremiya naBharuku mwanakomana waNeriya.
7
Ivavo vakasvika munyika yeIjipiti nokuti vakanga varamba kuteerera izwi raTenzi. Vakasvikira kuTahipanhesi.
8
Ipapo shoko raTenzi rakauya kuna Jeremiya muTahipanhesi imomo rikati,
9
“Tora mumaoko mako mhitsa dzamabwe udzivige muvhu munzira yakaita zvokuroverwa kunopindwa nako mumuzinda waFarao uri muTahipanhesi muno, vanhu vokwaJudha vachizviona.
10
Uti kwavari zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri, chinzwai, ndichatumira shoko rokundotora muranda wangu Nebhukadhireza mambo weBhabhironi. Ini ndichagadzikira chigaro choumambo hwokwake pamabwe iwaya andaviga apa. Achazobhabhanura kumisa katendhe kake koumambo kane denga nechapamusoro pawo.
11
Achasvikorova nyika yeIjipiti achipinza vakatemerwa denda kudenga vakatemerwa utapwa kuutapwa nokuuraisa nebakatwa vakatemerwa kurufu rwebakatwa.
12
Achatungidza moto mumatemberi avamwari veIjipiti; iye achavapisa agovatakura senhapwa achichenesa nyika yeIjipiti sokuchenesa kunoita mufudzi jasi rake achiribvisa zviundudzi. Achazobva ipapo oenda hake murunyararo.
13
Achaputsa mabwe marefu eimba inonzi yezuva munyika yeIjipiti muno. Acharirimisawo nomoto temberi dzavamwari veIjipiti.”
← Chapter 42
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 44 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52