bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Jeremiah 19
Jeremiah 19
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 18
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 20 →
1
Zvanzi naTenzi, enda utenge hari yevhu yomuumbi utore vamwe vavakuru vakuru vavanhu navakuru vakuru vavapristi
2
ubude uende kuBani reMwanakomana wokwaHinomu panopindwa napo kuSuo Guru reZvimedu Zvehari undoparidza ikoko mazwi andinokutaurira.
3
Uti, “Inzwai izwi raTenzi imi madzimambo okwaJudha nemi vagari veJerusaremu. Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri chionai ndavakuzounzira nzvimbo ino nhamo inowungisa nzeve dzaani naani anozvinzwa.
4
Chikonzero chacho ndechokuti vanhu vakandifuratira vakan'oresa nzvimbo ino nokupisira rusenzi mairi kuvamwe vamwari vasingazikanwi naivo kana namadzibaba avo kana namadzimambo okwaJudha uye pamusana pokuti vakazadza nzvimbo ino neropa ravanhu vasina mhosva
5
vachivakawo nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira kuna Bhaari dzokupisira vanakomana vavo mumoto semipiro yokupisira kuna Bhaari yandisina kumbotema ini kana kupa somutemo uye hazvina kana kumbouya mupfungwa dzangu.
6
Naizvozvo, onai, zvanzi naTenzi kuchasvika mazuva okuti nzvimbo iyoyi haizombonzizve kuBisiro kana kunzi kuBani raMwanakomana wokwaHinomu. Asi kuchatonzi kuBani rokuDeurirwa ropa.
7
Panzvimbowo iyoyi mazano evokwaJudha novokuJerusaremu ndichaashayisa basa uye ndicharakatisa kuuraya vanhu ivavo nebakatwa revavengi vavo nomumaoko mavanoda kupfuudza upenyu hwavo. Ndichapa zvitunha zvavo kuti zvive chokudya cheshiri dzedenga nemhuka dzesango.
8
Guta irori ndichariita chiseko zvacho chenyika, chinhu chinoridzirwa tsamwa. Munhu wose anopfuura nepo achadumbirwa nazvo achiridza tsamwa pamusana penyatwa dzaro dzose.
9
Ndichaitawo kuti vadye nyama yavanakomana vavo nenyama yanavanasikana vavo. Vachadyanana vose zvavo munhamo yavo iyoyo yokukombwa yavanenge vachioneswa navavengi vavo uye navanenge vachitsvaka kuvatsvata.
10
“Unofanira kuzoputsa hari yacho varume vaunenge waenda navo ivavo vachiona
11
wozoti kwavari, zvanzi naTenzi wehondo nehondo ndizvo zvandichaita kuparadza saizvozvi vanhu ivava neguta irori somunhu ari kuputsa mudziyo womuumbi zvokuti hauzombofa wakagadzirikazve. Vachatoviga vanhu kuBisiro pamusana pokuti kumwe kose kuchange kusisina nzvimbo yokuviga vanhu.
12
Zviri kunzi naTenzi ndozvandichaita kunzvimbo ino nokuvagari vayo, guta rino iri richiitwa Bisiro.
13
Dzimba dzeJerusaremu nemizinda yamadzimambo okwaJudha, padzimba dzose zvadzo dzina matenga akambopisirwa rusenzi pamusoro padzo ruchipirwa kugurusvusvu rose rezvinhu zvomudenga pachidururirwa mipiro yokuteura kuna vamwe vamwari dzichan'oreswa sezvichaitwawo nzvimbo yokuBisiro.”
14
Jeremiya akazobva kuBisiro kwaakanga atumwa naTenzi kuya kundoporofita akandomira kunhandare yemba yaTenzi akataura kuvanhu vose kuti:
15
“Zvanzi naTenzi, wehondo nehondo Mwari weIsiraeri chinzwai, ndava kuunzira guta rino notumaguta twaro twose zvinhu zvose zvakaipa zvandakamboreva nezvaro nokuti vakaomesa musoro vachiramba kunzwa zvandinoreva.”
← Chapter 18
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 20 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52